id string | title string | text string | language string | genre string | region string | source string | tokens int64 |
|---|---|---|---|---|---|---|---|
shona_story_4 | Shona Story 4 | STORY By tete Manjex (Mai Mike) Chapter 15 . Shumie . Kutaura chokwadi zvinhu zvaive zvakuitika pekwaMuchemwa zvaive zvakundiremera . Tongoti pamwe zveuroyi zvirinani hazvo ; ko zvambuya Muchemwa zvekuzoda kuzonwa mushonga after vanzwa kuti ndaive ndanzi ndinobvisirwa nhaimi ?, ugoona ndaive ndafara veduwe nekuti ndich... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 3,235 |
shona_story_1 | Shona Story 1 | .SFNS-Regular_wdth_opsz140000_GRAD_wght2580000; HelveticaNeue;;;;;*lortbl;;;;factor0 STORY#6 KUKOHWA RUFU factor0 Stories by: Honorable Chingas Chapter 11 Chiripo chiripo ndarira imwe hairiri. Ndaida rubatsiro apa. Game guard ava ndaifanira kushanda navo parizvino, pane rubatsiro rwakakura rwandaizoda kubva kwavari. Nd... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 830 |
shona_story_12 | Shona Story 12 | STORY#12 KUKOHWA RUFU Honorable Chingas Chapter 13 Rukesheni rweCresta rwaiva kumavirira kweRandburg. Nzvimbo iyi ndakamboisvika, ndorangarira ndokwaigara Matshego umwe wema Directors eIP Services. Zvaitoreva kuti musha wemhondi waiva padhuze nawavo because ivo vaigara pa 49 Peter Place street. Misha yemu Cresta yakava... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 910 |
shona_story_15 | Shona Story 15 | STORY#15 ~ Chapter 19 Moses naRevo vakanga vawirirana kuti vachatanga kusvika kwatete kuzaka then vozoenda natete kunoroora kana varoora vozokumbira baba vaRevo kumbogara pamba pavo kwemazuva mashoma vachigadzirisa zvinhu zvavo nekuti zvaiva zvisati zvamira zvakanaka. Tete vakavatsigira nekuti vakatoona kuti kurikubviv... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,491 |
shona_story_11 | Shona Story 11 | STORY By tete Manjex (Mai Mike) Chapter 12. "Iwe Nyasha ndipe chikafu ichocho . Zvagara ndanga ndisina kukuverenga pasheya. Ndanga ndangobikira iye mukadzi wako asingatendi uyu kuti adye but sezvo aratidza kuti iye haanei nechikafu chandinobika iyezvino ndichazove ndichirega kuzvinetsa hangu . Ndanga ndichingoitira che... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 2,496 |
shona_story_6 | Shona Story 6 | STORY#9 HER LIFE'S STORY By tete Manjex (Mai Mike) Chapter 14. "Ndati siya chigubhu ichocho ndimwe ndife mhani iwe mwoyo wako ufare . Ndiwe wakauya kuzokonzeresa pano pamusha pangu . Iyezvino vana vangu havachandione sechinhu nekuda kwako . Hakuchisina kana achateerera zvandinotaura . Nguva yese yapfuura iyi ndaiti kan... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,683 |
shona_story_3 | Shona Story 3 | STORY#7 HER LIFE'S STORY By tete Manjex (Mai Mike) Chapter 15 . Shumie . Kutaura chokwadi zvinhu zvaive zvakuitika pekwaMuchemwa zvaive zvakundiremera . Tongoti pamwe zveuroyi zvirinani hazvo ; ko zvambuya Muchemwa zvekuzoda kuzonwa mushonga after vanzwa kuti ndaive ndanzi ndinobvisirwa nhaimi ?, ugoona ndaive ndafara ... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,711 |
shona_story_5 | Shona Story 5 | STORY#8 FORBIDDEN CLAUSE CHAPTER 24 TERENCE Takafamba tichibuda iye aifamba akadhasharara, takanosvika pamota ndichibva ndamuvhurira door achibva apinda. Ndakarova mota ndakananga ku pharmacy ndichibva ndasvika kwakutenga morning after rangu. Ndakatenga nemvura kwakudzoka kumota ndikati "Ooh inwa" akatambira achibva av... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,531 |
shona_story_13 | Shona Story 13 | STORY#13 HER LIFE'S STORY By tete Manjex Chapter 11. Shumie. Nyasha akatozodzoka mumba atopedza kugeza zvekuti aende kuchikoro . Dzaive dzazondiba hope ndokutozopeputswa naye paaivhura door . "You can rest hako ndaita zvese pamba . Wozomuka kuma7am ini ndakuenda kuchikoro " akadaro achinditsvoda padama ndichibva ndati ... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,613 |
shona_story_2 | Shona Story 2 | STORY#6 KUKOHWA RUFU factor0 Stories by: Honorable Chingas Chapter 11 Chiripo chiripo ndarira imwe hairiri. Ndaida rubatsiro apa. Game guard ava ndaifanira kushanda navo parizvino, pane rubatsiro rwakakura rwandaizoda kubva kwavari. Ndaida futi kubata Kena kuJoni. Kena ndeuya aishanda saSecurity guard pamba paboss Zeph... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 831 |
shona_story_14 | Shona Story 14 | STORY By tete Manjex Chapter 11. Shumie. Nyasha akatozodzoka mumba atopedza kugeza zvekuti aende kuchikoro . Dzaive dzazondiba hope ndokutozopeputswa naye paaivhura door . "You can rest hako ndaita zvese pamba . Wozomuka kuma7am ini ndakuenda kuchikoro " akadaro achinditsvoda padama ndichibva ndati " aiwa seven haazoit... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,920 |
shona_story_9 | Shona Story 9 | STORY By tete Manjex (Mai Mike) Chapter 13. Zvakasvika mbuya Muchemwa muimba yavo yokuvata vaiita kuzuzuma nehasha . Vaiita kushaya pekubata zvekuti chero foni vakatomboikandira pamubhedha nekuti yaitosheka iri mukati meruoko rwaibvunda . Nhaimi vagonotaura vachiti chii kune vamwe vavo ?. Senhau yemarooro yaive isingat... | shona | folktale | Zimbabwe/Bulawayo | Shinga321 Collection - 15 stories | 1,563 |
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.