Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet Duplicate
audio
audioduration (s)
6.93
33.6
transcription
stringlengths
49
488
source_id
stringlengths
7
10
speaker_id
int32
0
45
speaker_clip_count
int32
54
1.68k
language
stringclasses
1 value
gender
stringclasses
3 values
has_punctuation
bool
2 classes
snr_db
float32
29
89.2
speech_ratio
float32
0.81
1
quality_score
float32
24
89.2
duration
float32
6.93
33.6
speaker_assignment_confidence
float32
0.6
1
Mudhuri mikuru mirefu yekuturikidzanwa yakanaka inoratidza kuti pakati pedhorobha sezvo murimo munowanikwa midhuri yakadai yakanaka zvakadai.
sna_19487
28
1,682
sna
Male
true
76.840813
0.965739
76.211266
14.01
0.936482
Pamagirosa. Panotengeswa kudya kwakabikwa. Pakavakwa chikicheni chine matafura. Muchikicheni umu munevo mabhagidhi machena maviri zvekare pane chiutsi chiripo.
sna_19442
5
419
sna
Female
true
67.245491
0.927405
67.245491
16.530001
0.934952
Bapiro rendege rine ruvara rweyero nerutsvuku rakaiswa mufananidzo weshiri,kurutivi pane ndege dzakamira, uye pane mudhuri wakakura.
sna_19431
30
633
sna
Male
true
79.969025
0.922056
79.969025
18.09
0.968646
Mudhorobha mune motikari dzakawanda dzakamira. Paine munhu mumwe chete ari kupfuura pamugwagwa une tara. Mune dzimba dzemunhurikidzwa nezvitoro.
sna_19418
36
238
sna
Male
true
88.254059
0.906902
88.254059
18.690001
0.94688
Mifananidzo mitatu yematura enhumbi, kutaridza munochengeterwa mbatya. Pane magirazi anoshandiswa sechionioni kana munhu apedza kuzora mafuta kana kupfeka, kuti aone kana apfeka zvakanaka.
sna_19464
8
322
sna
Female
true
83.821243
0.931921
83.821243
19.83
0.983369
Dzimba dziri mujinga megomo rine miti yakawanda ine mashizha egirini. Gomo rakareba, dzimba idzi dzine matenga ema masabhesitosi egireyi uye mafafitera. Chidziro chadzo ndedze kirimu, mberi kune fenzi uye muti muhombe wakaoma.
sna_19499
7
332
sna
Female
true
67.381332
0.92084
67.381332
18.57
0.918605
Maruva akasiyana siyana. Mamwe akadyarwa pasi, mamwe ari mutinhi rerata mamwe ari mubhakiti guru repurasitiki. Parutivi pane mudhuri wakavakwa nezvidhinha zvakakura.
sna_19473
30
633
sna
Male
true
74.799774
0.949431
74.799774
23.73
1
Churu icho chinonyanya kumunya nemujuru chiri kuratidza kuti chiri musango, mune miti pamwe chete nehuswa. Miti haina kunyanya kukurisa zvayo ine mashizha ayo ane ruvara rwe girini.
sna_68608
2
708
sna
Female
true
72.796852
0.988235
71.267441
15.3
0.868927
Pane mugwagwa une motokari yakamira. Motokari iyi yakavhurwa gonhi rekumashure nemumwe murume. Necheseri kwemotokari iyi kune dzimba dziriko dzinoita sedzemudhorobha.
sna_68625
29
1,490
sna
Male
true
72.947929
0.952675
72.840935
14.58
0.914403
Mugwagwa wetara, kurudyi kwawo kunoonekwa madhindo emudhudhu uyewo nemadhindo etsoka dzevanhu.
sna_68646
33
424
sna
Male
true
72.857735
0.863636
72.857735
9.9
0.988038
Shangu mbiri dzakagadzikwa pasi dzine ruvara rwegireyi uye ruchena. Dzakavharikawo mativi ose uye dzinonyanya kupfekwa munguva yekutonhora sezvo dzichidziya. Shangu idzi dzinopfekwawo munguva yekufamba kana pane dzimwewo nzvimbo.
sna_68609
2
708
sna
Female
true
75.349899
0.973592
74.406235
17.040001
0.819836
Chanza choruoko chomunhu wechidzimai chirikubudikira zvigunwe zvitatu zvakapendwa mberi kwazvo zviinenzwara dzokuisira. Akapfeka mhete nhatu mumaoko akasiyana dziinemarudzi akasiyana, dzakagadzirwa negoridhe.
sna_68629
18
116
sna
Female
true
69.290298
0.987823
67.777359
19.709999
0.783496
Zambuko rinoratidza kuti rinofamba motokari. Kumberi kwacho tirikuona sora rakaoma rinoratidza kuti rave nenguva yakareba risina kumbonaiwa nemvura kana kumbowana mwando zvichibva zvaita kuti tifungidzire kuti inguva yechando kana nguva yechirimo.
sna_68684
28
1,682
sna
Male
true
75.772354
0.980303
74.560234
19.799999
1
Varume navakadzi vagara pasi petende pazvigaro zvine ruvara ruchena. Vakapfeka nguwo dzine ruvara rwakasiyana runosanganisira pepuru, yero, ruchena, bhuru uye ruvara rutema.
sna_68669
1
867
sna
Female
true
80.315292
0.978159
79.188927
19.23
1
Musoro wemunhurume akatarira pasi. Unebvudzi rakasvibira uye rakarukwa zvine madhizaini pamusoro. Mumativi makagerwa. Parutivi pake pane motokari.
sna_68657
3
461
sna
Female
true
80.251175
0.972403
79.355072
18.48
1
Mukomana arikufamba mumugwagwa mudiki, akataura bhegi padivi akapfeka zvinhu zvitema. Zvinechisikipa chakanyorwa kumusana. Arikufamba panzvimbo inemiti mirefu nezvivakwa zvine matenga matsvuku nemidhuri yekirimu.
sna_68693
11
187
sna
Female
true
83.238609
0.936644
83.238609
17.52
0.893055
Zvitoro zvakawanda, makombi akamira akaita mutsara. Imwe ine ruvara rwesirivha. Miti ine mashizha egirinhi nevanhu varikutengesa pavheranda.
sna_68688
27
54
sna
Female
true
81.204071
0.926126
81.204071
16.65
1
Chikero chekuyeresa zvinhu. Pamberi pane ndiro iripo inoiswa pachikero,Chikero cheruvara rwebhuruu nefesi ine ruvara ruchena yakaiswa manamba kubva panamba hwani kusvika panamba tuwendi uyezve chine chekugarira chine ruvara rwesirivha.
sna_68699
4
461
sna
Female
true
57.771572
0.914414
57.771572
19.98
0.9018
Nzvimbo yakapfumba Inoratidza kuti inofambwa neveruzhinji. Pane murume arikufamba pakati akapfeka heti huru inoratidza kuti uri kudzivirira zuva. Mushoka akapfeka matenesi machena. Kune mukadzi akamira mujinga mechimwe chivakwa chinoratidza kuti chigayo. Sezvo pane upfu wakazara pasi. Mudzimai uyu akarukwa musoro uye akapfeka rokwe chena.
sna_68681
28
1,682
sna
Male
true
56.382042
0.9941
54.618031
30.51
1
Mukoto uri mudhorobheni. Panoratidza kuti kupinda pamumukoto uyu patorine gedhe rakavhurwa. Pane vanhu vari kufamba mumukoto umu nemumwe ari kusunda ngoro yake. Mutoriwo nemotokari tsvuku yakapakwa mumukoto.
sna_60958
31
618
sna
Male
true
61.029778
0.964602
60.445705
16.950001
0.965575
Vanhu varimuguta reHarare vakamira panotengeswa chikafu panonzi Bakers Inn. Vakadzi vaviri vakamirirawo nguva yavo yekuti vakwanise kutenga kuti ikwane.
sna_60971
39
81
sna
Male
true
76.388252
0.958515
76.047638
13.74
1
Mwanakomana akapfeka zvitema asina kupfeka shangu ari kushandisa mbozhanhare yake.
sna_60910
19
88
sna
Female
true
51.351143
0.882759
51.351143
13.05
0.972429
Imba yekurarira inoratidza sekuti ndeye pahotera. Pane mubhedha wakawaridzwa zvakanaka chose uye pekugarira munhu achi chinja mvatya. Tinoona pane pillow yekutsamhira uye maLights ekujekesa mumba.
sna_60916
31
618
sna
Male
true
51.282074
0.976744
50.212307
18.059999
0.882576
Maruva machena anoratidza kuti akanatsokupararira zvinonakidza kuona. Pakati pemaruwa aya pane zvimwe zvimaruwa zve yero. Maruva aya anokwanisa kunge ari emumuti zvechokwadi kana kuti akagadzirwa nema paurasitiki.
sna_60948
31
618
sna
Male
true
56.501152
0.984874
55.106194
17.85
0.850776
Twiza iri kuoneka nzeve yekuboshwe, ziso ekuruboshwe, kumusoro kwe twiza kune muti une mashizha akasvibira nemapazi akawanda.
sna_60936
33
424
sna
Male
true
81.044708
0.937198
81.044708
12.42
1
Motokari hombe dzerudzi rwemagonyeti. Dzine ruvara rutsvuku. Pamberi pemotokari idzi pakamira varume vatatu.
sna_60937
23
241
sna
Unknown
true
81.214027
0.9375
81.214027
12.96
0.94464
Vanhu vari munhandare yekumhanyira. Vari kuratidza kuti vari kumhanya vari mumaraini avanofanira kunge vachiteedzera pakuita makwikwi aya. Kune vamwe vari kumashure vakamira vari kuratidza kuti vakamirirawo kumhanya.
sna_60962
2
708
sna
Female
true
66.426758
0.944262
66.426758
18.299999
0.774797
Ivhu rakasvibira rinoratidza kuti ratimbiwa. Pamusoro paro panesora rakaoma. Parutivi pane sora rinowanza kumera padivi pemvura. Sora iri rakasvibira.
sna_60943
23
241
sna
Unknown
true
79.15937
0.940035
79.15937
17.01
0.940504
Musikana wechidiki arikumhanya munhandare. Akapfeka nguo yokumusoro ine ruvara rutsvuku yakanyorwa namavara matema paruvara ruchena. Akapfeka chikabudura chine ruvara rutema.
sna_60954
1
867
sna
Female
true
74.467529
0.931373
74.467529
18.360001
1
Vadzidzi vepa University ye Great Zimbabwe vechirume vakapfeka hembe chena nema bhurukwa matema varikuimba. Vaviri vana magirazi kumeso.
sna_60927
36
238
sna
Male
true
85.034447
0.914163
85.034447
13.98
0.962232
Apa pasi pomuti mukuru une mumvuri. Pakapakwa motokari yeruwara ruchena nemabhasikoro. Bhasikoro rimwechete rakamira roga matatu akazendamira muti rimwechete rakazendamiswa pane zvitinha zve simende.
sna_60938
8
322
sna
Female
true
76.80423
0.94507
76.80423
21.299999
0.720613
Kabati imwe chete yakareba. Inoshandiswa kurongedzera midziyo yemumba mekubikira. Ndeye muti uye ichena ine magonhi akawanda. Ari pamusoro ane magirazi.
sna_60987
3
461
sna
Female
true
85.998924
0.964286
85.427498
22.68
1
Mukomana kana kuti murume wechidiki ari kuridza hosho achiimba ari pagungano ravanhu. Mukomana uyu akapfeka sikipa ine ruvara rutsvuku yakanyorwa namavara matema namavara egirini pamberi. Akapfeka chikabudura chine ruvara rutema uye ari kurimba achiita kunge ari pagungano rakaita senhamo.
sna_60924
1
867
sna
Female
true
72.873482
0.986735
71.404091
29.4
0.994277
Midziyo inosanganisira mapuranga, masando emizera yakasiyana inoshandiswa pakukoma simbi kuti dzipinde mumapuranga.
sna_43519
19
88
sna
Female
true
45.694298
0.917012
45.694298
14.46
0.960292
Pane mugwagwa wetara uneruvara rwakachenerukira. Mberi kwacho kunoonekwa miti yakawanda inemashizha aneruvara rwegirinhi. Imwe yacho midiki. Pane tambo dzemagetsi uye rayiti remugwagwa.
sna_43543
10
198
sna
Female
true
82.499817
0.956929
82.222664
16.02
0.770066
Vanhu vazhinji vanosanganisira varume nevakadzi. Vamwe varikufamba vamwe ndivo vakamira zvavo mujinga memugwagwa tichifungidzira kuti vanogona kunge vakamirira motokari dzokufamba nzendo. Kune vamwe varikumberi vari kutengesa.
sna_43542
28
1,682
sna
Male
true
75.708832
0.973776
74.757782
17.16
0.876339
Nzvimbo yekugarira yakavharirwa nesimbi dzine ruvara rwebhuruu. Nzvimbo iyi ine zvituru nematafura ane ruvara ruchena akawanda-wanda. Pari kuonekwa dhoo nechekumberi rakapendiwa neruvara rwebhuruu.
sna_43527
9
200
sna
Female
true
59.783318
0.97891
58.626904
17.07
0.882655
Murume nemusikana varikufamba varimunjinga memudhuri, murume akapfeka shati yeruvara hwebhuru nechikabhudura chirefu chine ruvara rutema,mukadzi akapfeka rokwe dema.
sna_43559
1
867
sna
Female
true
75.782654
0.941263
75.782654
20.43
1
Garwe dema rine makwati riri mumvura yakasviba ine maharandwa akawanda eghirini zvinoita kuti mhuka dzinenge dzichiuya kuzomwa mvura dzinetseke kuriona zvobva zvaita kuti rizobata mhuka nyore.
sna_43521
28
1,682
sna
Male
true
77.658646
0.953172
77.531761
19.860001
0.874529
Musikana wechidiki ane menduru ine ruvara rutsvuku negoridhe muhuro make. Zvinoratidza kuti ahwina pamutambo. Akapfeka jasi rine ruvara ruchena nechikabudura chine ruvara rutsvuku neruvara rutema. Akabereka bhegi rine ruvara rwegireyi neruvara rwebhuruu.
sna_43507
1
867
sna
Female
true
78.665855
0.961677
78.198792
25.049999
1
Murume akapfeka hembe refu ine maoko marefu, neshangu dzakavhurika mberi neshure dzine ruvara ruchena nerutema. Arikufamba padivi remugwagwa. Nechekumhiri kwemugwagwa, kune zvivakwa zvakaita mudhadhadha. Chimwe chacho chine ruvara rwe yero nemafafitera nemukova we girinhi. Pane gedhe rine ruvara rwe bhurauni.
sna_43540
11
187
sna
Female
true
78.091057
0.937653
78.091057
24.540001
0.990178
Pane imwe tafura pakagadzikwa chigubu chine chinwiwa. Chinwiwa ichi chine ruvara rurema. Padumbu regubhu ichi pakanyorwa kunzi, 'Coca-cola original taste, less sugar'.
sna_52961
29
1,490
sna
Male
true
74.115456
0.969171
73.348595
15.57
0.912183
ninga yemabhanana yakanyatsokuibva pedyo neninga iyi parikuratidzika miti yemabhanana kozotio pasi peninga iyi pane huswa hwakasvibirira.
sna_52962
29
1,490
sna
Male
true
77.412117
0.962963
76.8936
15.39
0.88049
Zvivakwa zvakawanda chaizvo zvakavakwa zvichiturikidzana kuenda mudenga pane zvimwe zvakanyorwa nezvakadhirowewa pamberi pazvo. pozoitao mugwagwa urikuratidza kuti unofamba motokari nemadutavanhu achitakurao vanhu uye zvinhu.
sna_52914
2
708
sna
Female
true
74.29425
0.990942
72.65657
16.559999
0.844282
Bhiriji duku riripamusoro perwizi rune mvura inemapepa yakasviba. Parutivi panetsanga dzemumvura dzakawanda.
sna_52978
3
461
sna
Female
true
71.794327
0.953307
71.662033
15.42
0.888362
Mukati nezvimiti zvine matanda eruvara rwegirinhi nemashizha eruvara rwebumhudza neturuva tutsvuku mune munhu akakotamira akapfeka chipika cheruvara rwedenga nemudhebhe weruvara rwedenga rwakasvibira.
sna_52956
21
92
sna
Female
true
71.636726
0.976936
70.559296
18.209999
0.968447
Motokari doko imwe chete ine ruvara rwebhuruu yakamira. Kurutivi kune dzimba dzokugara dzakapoteredzwa neruzhowa rwakagadzirwa nesimende.
sna_52990
30
633
sna
Male
true
76.562119
0.965058
75.959785
18.030001
0.971232
Chikafu chembwanana chakagadzirwa nemumwe mufananidzo unenge makumbo ehuku. Chineruvara runoti girinhi, tsvuku pamwe neyero.
sna_52996
30
633
sna
Male
true
80.10627
0.951351
80.052216
16.65
0.981989
Panzvimbo ine zvitoro zvakawanda. Zvitoro izvi zvakavakwa zvakaita muraini. Chimwe chitoro chinoratidza kuvachigayo, chine mukova wakashama, uye mukadzi akamira pamukova anerogwe jena.
sna_52953
23
241
sna
Unknown
true
81.75045
0.957382
81.45517
19.709999
0.915918
firiji ine girazi kumberi kwayo, kuzasi kwayo kune ruvara ruchena, pamuoro payo pane simbi, kumashure kwayo kunoonekwa mudhuri wakavakwa neruvara rutsvuku.
sna_52965
33
424
sna
Male
true
72.366013
0.92053
72.366013
13.59
1
Mhara ina dzinoratidza kuti ihadzi sezvo dzisina nyanga. Mhara idzi dzirikunonga zvikafu uye dzine makumbo matete marefu akareba nezveve huru dzakati kwangwa, mudumbu madzo makanocheneruka pamusana pakaita bhurauni.
sna_52998
28
1,682
sna
Male
true
75.464218
0.968059
74.741859
24.42
1
Munhu arikutengesa zvinhu zvake panzvimbo inowanikwa muguta reHarare. Akazviisa pachinhu chakakura chakaiswa pamusoro pechikadhibhokisi uyewo ndokuisa chimucheka chebhuruu. Zvinhu izvi zvinosanganisira mafuta netumicheka nezvimwe zvakadaro uyewo akapfeka chinhu chinoratidza kuti anotengesa majusi kadzi.
sna_52948
0
1,381
sna
Female
true
46.225925
0.96375
45.675926
24
1
Vanhu vazhinji vakagara pasi vakanyatsokuti chechetere vakatarisa divi rimwe. Vamwe vacho vakasimudza micheka mudenga vachi zvichibva zvaita kuti tione kuti varikuteerera kana kuti varikunzwa munhu arikuvadzidzisa kana kuvaparikidzira arikumberi kwavo zvichibva zvaita kuti tifunge kuti vanhu ava varipagungano rekereke.
sna_52980
28
1,682
sna
Male
true
77.098625
0.978979
75.939468
29.969999
1
Zvidhori zvine ruvara ruchena zvakagadzikwa panze pechitoro panotengeswa hembe yadzakapfeka. Chimwe chakapfeka bhurugwa nebhodhi yechikadzi yeruvara rutsvuku. Chimwe chakapfeka rokwe rechikadzi yeruvara ruchena. Chimwe chakapfeka mbatya yevarume.
sna_23105
9
200
sna
Female
true
58.966759
0.977032
57.885487
16.98
0.881827
Vanhu vari kutengesa zvinodyiwa navanhu zvakaitawo semichero zvinanazi, mabhanana uye maapuro. Vamwe vakafugawo masumburena anoita kuti vasatsva nezuva uye zvakare mugwagwa unofambawo dzimotokari.
sna_23126
2
708
sna
Female
true
73.334534
0.969388
72.559021
17.639999
0.974505
Chirimwa chenzimbe chiri paseri pemba iri kubudikira. Chirimwa ichi chine ruvara rwegirini uyezve namamwe mashanga ava neruvara rwebhurawuni.
sna_23166
12
167
sna
Female
true
72.846069
0.968105
72.121864
15.99
0.842597
Mubindu remunda makarimwa muriwo wakawanda une ruvara rwegirini rwakasvibira. Pakati pane mukana wekufambira munhu achidiridza. Zvakadyarwa kuiita maroo.
sna_23137
7
332
sna
Female
true
54.934784
0.944656
54.934784
15.72
0.922067
Nzvimbo inoratidza kuti yakambopiswa kukazonaya nekuti parikubuda bundo idzva nezvimuroro zvirikuratidza kuti zvanga zvaoma nekutsva kwemoto uyu asi zvava kutungira mashizha acho abuda akanaka kuratidza kuti pava nehunyoro hwakanaka.
sna_23118
31
618
sna
Male
true
60.411461
0.969551
59.62941
18.719999
0.875024
Bere rakarara riri rega musango. Rine chiromo chinenge chembwa asi chiri chipfupi, uyewo nzeve dzisina kureba. Rakarara rakaisa musoro waro pasi, muswe waro uri neche mumashizha. Rine ruvara rwebhurauni uyewo nezvimwe zvimadodzi zvitema.
sna_23110
0
1,381
sna
Female
true
56.508465
0.960884
56.07309
17.639999
0.819461
Mumugwagwa wetara wakafara zvikuru. Mune motokari irikufamba ine ruvara rwebhuruu nemavhiri matema. Nechekurutivi kune mudhuri wakavakwa zvemunhurikidzwa une mafafitera akawanda.
sna_23100
23
241
sna
Unknown
true
83.170441
0.937705
83.170441
18.299999
0.901798
Murume wakagerwa zvinonwisa mvura. Bvudzi rake rakanatsochekererwa zvakanaka. Pamusoro pakasiiwa bvudzi rakakura. Murutivi rwemusoro ndimo makanatsobviswa bvudzi zvekupedzeredza. Ndebvu dzake dzakachekererwa zvakanaka.
sna_23119
32
700
sna
Male
true
56.518105
0.951429
56.46096
21
0.827328
Vanhu vazhinji vari kuita zvakasiyana varume nevakadzi vamwe vari kufamba, vamwe vakamira, vamwe vakagara. Kumberi kwacho kuri kuratidza miti mikuru yakasvibira nezvivakwa zvakanaka zvemuturikidzwana. Mamirire akaita nzvimbo iyi inoratidza kuti iri mukati medhorobheni.
sna_23199
28
1,682
sna
Male
true
72.558449
0.972299
71.666481
21.66
0.857796
Imwe mhando yebundo rinonzi gavakava yakamera mujinga nehwaya yakakomberedza nzvimbo. Gavakava iri rinoratidza kuti rinowana mwando nemupfudze wakakwana sezvo rine mashizha marefu akasvibira uye rinoratidza kuti rinombokohwewa nevazhinji sezvo rine mashizha akagurwa akawanda.
sna_23121
28
1,682
sna
Male
true
77.19075
0.986667
75.724083
24.75
0.946651
Mudhorobha vanhu vazvinji varikufamba. Musikana mumwe chete akapfeka zvichena. Akabereka kabhegi kake kadiki nepadumbu. Kumativi kune maamburera pari kutengeserwa nhumbi uyezve nezvivakwa zvakakura.
sna_23182
30
633
sna
Male
true
74.265793
0.959668
73.879082
25.290001
0.963748
Chimba chakavakwa chikapfurirwa nemazen'e. Chakadhirowewa mufanidzo wemukomana anebvudzi riya rakaita nyanga rinonzi rasita nevazhinji. Pamadziro zvakare pakanyorwa kuti sheti purindin'i kureva kuti muchimba ichi munoita zvekunyrorwa mashi hembe. Nechokumberi kwacho tirikuona dzimba dzakakomberedzwa nemudhuri.
sna_23147
28
1,682
sna
Male
true
72.638329
0.968306
71.90609
27.450001
1
Gomo guru rine ruware rwakakura rwedombo. Parutivi paro pane miti yakawanda ine mashizha akasvibira.
sna_90404
3
461
sna
Female
true
72.778877
0.945255
72.778877
16.440001
0.864502
Bukira remuti doko rine mashizha madoko egirinhi riri kumera richibva pamudzi mukuru wemuti uri muvhu.
sna_90451
30
633
sna
Male
true
75.225449
0.964135
74.660049
14.22
0.899339
Mune mumwe mugwagwa mune motokari nema bhazi zviri kufamba. Motokari idzi dziri padyo nerobhoti. Nechekuritivi kwemugwagwa uyu kune chitoro chemudurikidzanwa.
sna_90470
29
1,490
sna
Male
true
74.755043
0.959847
74.36116
15.69
0.905676
Vanhu vaviri mumwe munhurume akamira. Mumwe munhukadzi ari kutamba mutambo wejavheringi akabata tsvimbo yaari kumhanya kundokanda.
sna_90459
30
633
sna
Male
true
82.880096
0.923664
82.880096
15.72
0.963565
Panzvimbo yokuumbira hari pane munhu akatandavara akapfeka shangu tema. Pane makate mahombe asina kupisiwa koita zvihari zvidiki zvisina kupisiwa zvakawaridziwa pasaga.
sna_90465
41
191
sna
Unknown
true
84.9123
0.987889
83.396729
17.34
0.894857
Bhodhoro rekokokora rakagadzikwa pasi. Rine zvinhu zvitema mukati zvinonwiwa uyewo rakanamatidzwa chipepa chitsvuku, ronyorwa nezvichena. Kokokora chinwiwa chinonwiwa zvakanyanya muZimbabwe.
sna_90497
0
1,381
sna
Female
true
50.013374
0.914934
50.013374
15.87
1
Mota imwe chete yakamira padivi pemugwagwa wetara wegireyi. Ine nhamba pureti dzeku South Africa uye dzine mafafitera matema. Padivi payo pane sora diki pfupi regirini rakasangana nerakaoma.
sna_90453
7
332
sna
Female
true
71.04882
0.924658
71.04882
17.52
1
Chirimwa chinonzi nyemba chakada kufanana nebhinzi. Ndedzerudzi ruchena dzine pakati pakasvibira kana kuita bhurawuni. Dzinodyiwa nekubikiswa mutakura.
sna_90434
13
144
sna
Female
true
67.675293
0.879447
67.675293
15.18
0.923544
Nzvimbo yakarongedzerwa masaga akawanda ayo akaisirwa miti nezvitsotso zvakawanda, zvinoratidza kuti ingangove mishonga inorapa zvirwere zvakatsaukana.
sna_90442
6
442
sna
Female
true
66.184753
0.919743
66.184753
18.690001
1
Vanhu varikufamba parutivi pemugwagwa wetara. Varikupfuura nepasi pezimuti rakarembera mapazi akananga kumugwagwa wetara. Murume akabereka sechura uye mai vakasunga dhuku jena.
sna_90422
41
191
sna
Unknown
true
81.042313
0.943199
81.042313
20.07
0.867917
Chikafu chinorweresa rute chakagadzikwa patafura. Chinoti sadza, nyama, mirivo mimbishi, matomatisi uye zvinwiwa zvakagaiwa muto wazvo uye nezvipunu, maforogo namapanga okudyisa pamwe chete nemvura yokunwa.
sna_90428
8
322
sna
Female
true
80.770988
0.952452
80.67292
20.190001
1
Pachitoro chakakura chinedenga rine ruvara rwegirinhi. Pane motokari dzidoko dzakamira panze uye chitoro chacho chine mafafitera akakura pakawanda.
sna_90432
30
633
sna
Male
true
72.253212
0.960729
71.824043
21.389999
0.980211
Vatambi vebhora reragibhi vechirume vari munhandare. Vakaungana vanosimbisana vave kuda kutamba mutambo. Pakati pavo pane bhora richena rine mavara ebhuruu.
sna_90479
3
461
sna
Female
true
78.600906
0.990318
76.988182
21.690001
0.741526
Mukomana akachena. Akapfeka mbatya dzechizvino zvino dzinopfekwa nevakomana vechidiki. Akapfeka hembe yekumusoro refu ine mawoko machena ayo aakapeta. Akatakurawo bheke dema. Anoratidza kuti akabata runharembozha mumawoko uye akapfeka mujivha wedhenimu nebhutsu dzake chena mumakumbo.
sna_90427
0
1,381
sna
Female
true
55.303291
0.949816
55.303291
24.51
0.841704
Varume vanotamba mutambo wenhabvu. Vakamira vakaita mutsetse. Mumwe wavo akamira nechekumberi akaita zvekukotama. Akapfeka hembe tema dzine ruvara rutsvuku tsvuku. Mutambi uyu anoratidza kuti ndiye anobata bhora pagedhe. Vakamira vakapfeka zvishongo zvitsvuku kumusoro nemikabudura yeyero nemasokisi eyero
sna_90487
16
126
sna
Female
true
55.782276
0.962963
55.263756
23.49
1
Madzimai maviri ari kufamba mudhorobheni navana navamwe vari pedo vakamira nevamwe varikufambawo nechekure nezvivakwa zvechimanjemanje.
sna_51599
18
116
sna
Female
true
66.747749
0.988539
65.2062
10.47
1
Nzungu tsvuku dziri pasagi richena rine ruvara rwegirini ndiro yesimbi ine ruvara rwebhuruu.
sna_51533
3
461
sna
Female
true
81.129066
0.946955
81.129066
15.27
0.851163
Mureza wenyika yeGermany iyo inova yedzimwewo nyika dziri kuEurope. Une ruvara rutema kumusoro kwawo, rutsvuku pakati uyezve rwenhundurwa nechekuzasi kwawo.
sna_51511
2
708
sna
Female
true
78.255196
0.942699
78.255196
16.23
0.718414
Rumhanya rwakagadzirwa nezvirimwa zvinodeedzwa pachirungu kuheji iyo inofana kuchekererwa kuti irambe yakatsinhana kuti zvipuka zvisakwanisa kupinda pamusha uyu. Parikuonekwawo muti wemumango uyo watova nemaruva.
sna_51528
43
76
sna
Male
true
74.940285
0.983929
73.583145
16.799999
1
Mugwagwa unofamba dzimotokari usina kuiswa Tara unopfumbuka huruva Kana dzichinge dzofamba nechekudivi kwayo kune zvivakwa zviriko zvinoita samataishopu ayo arikutengesa zvinhu zvakasiyana siyana zvinodiwa nevanhu
sna_51588
2
708
sna
Female
false
37.387035
0.994094
32.623257
15.24
1
Shangu imwe chete inoratidza kuti ndeye munhu muduku. Ndeye kurutivi rwerudyi. Yakavharika. Ine ruvara rutsvuku muviri wese. Pazasi pachena.
sna_51572
6
442
sna
Female
true
61.451309
0.927813
61.451309
14.13
0.879722
Nzira inoshandiswa kufamba nevanhu nemotikari yakakombwa nezvinhu zvakangosiyana. Ine zvimapepa zviri kuoneka kumativi ese. Uyewo pane mauswa aripo mamwe akaoma mamwe asina. Uyewo kune zvikwenzi nemasora zviri kumativi ese.
sna_51509
0
1,381
sna
Female
true
59.345688
0.946037
59.345688
17.790001
1
Derere rakabikwa rakaisiwa mukapu. Derere iri ririkuburitswa mu kapu richiiswa muchipunu chine ruvara rwe sirivheri. Kapu iyi ine ruvara rwegireyi.
sna_51576
1
867
sna
Female
true
68.563385
0.985019
67.162636
16.02
0.909277
Nzvimbo ina matombo akawanda makuru akadurikidzana. Panewo masora asina kunyanyo svibirira. Poitawo miti yakawanda iri kubudikira.
sna_51567
6
442
sna
Female
true
63.16552
0.944334
63.16552
15.09
0.985767
Murume arikupusha chingoro. Akapfeka hembe tsvuku nemu dhebhe we bhurauni. kurudyi kwakwe kune masimbi ne 'durawall' rakavakwa neruvara rwe gireyi.
sna_51503
33
424
sna
Male
true
81.986916
0.919643
81.986916
13.44
1
Rhorhi rerudzi rwegonyeti rine musoro muhombe weoranji. Mavhiri aro matema anedenderedzwa resirivha pakati. Mukati madzakaiswa mune matumbusitoni akasiyana uye kaimba kadiki kakavakwa nezvidhinha uye nesetiraiti dhishi pamusoro.
sna_51552
7
332
sna
Female
true
70.709137
0.917219
70.709137
18.120001
0.985288
Murume akamira mukati mamaruva anokura achienda mudenga. Murume uyu akapfeka sikipa ine ruvara rwebhuruu uye mutirauzi une ruvara rutema.
sna_51596
1
867
sna
Female
true
77.69957
0.950658
77.673256
18.24
0.996859
Bhazi guru rinotakura vanhu riri pamugwagwa mukuru wetara. Rakanyorwa padumbu kuti City Link. Rine ruvara ruchena muviri wose. Bhazi iri rakananga kuguta guru reHarare.
sna_51512
6
442
sna
Female
true
63.974083
0.949287
63.974083
18.93
0.856828
Mudzimai wechidiki akamira akapfeka rokwe refu wakapendekera bhegi. Wakapfeka hembe yebhuruu. Nechemurutivi hembe iyi inoratidza kuti ine mashizha mashizha machena. Bheke raakapendekera rinoratidza kuti rine ruvara mavara.
sna_51579
32
700
sna
Male
true
60.636631
0.970914
59.800064
21.66
0.800438
Maruva akamira arikumativi ese e nzira. Kuruboshwe kune aneruvara rwe girinhi anezvitanda zvirikurembera zvichienda munzira. Kurudyi kune kamwe kaita kamutiwo kanezvitanda nezvishizha zvidiki.
sna_51587
0
1,381
sna
Female
true
47.843056
0.939671
47.843056
16.41
0.934394
Nzvimbo inoratidzika kuti isango roga -roga. Hapana chivakwa chiripo. Pane miti yakawanda yemhando yakasiyana-siyana. Panewo miti inoratidza kuti yava yekare, mimwewo ichiri miduku. Panewo masango ayo akacheneruka
sna_51542
6
442
sna
Female
true
60.557411
0.960055
60.155209
21.780001
0.973573
Matsaga mahombe akakura ane ruvara rwunosanganisira ruchena, yero, bhuruu negireyi. Matsaga aya ane zvikafu mukati mawo zvinosanganisira mufushwa, nzungu, hupfupi. Ane magaba akaiswa zvikafu izvi akazadzwa pamusoro, nzungu dziri murusero.
sna_51559
11
187
sna
Female
true
84.296402
0.947441
84.296402
21.690001
0.92738
Shangu mbiri imwe yekuruboshwe imwe yekurudyi. Shangu idzi kumusoro dzineruvara rweyero dzobva dzaita tambo dzineruvara rwutema. Nechemurutivi dzine mutsetse mutsetse ineruvara ruchena. Mukati madzo dzineruvara rwutema.
sna_41219
32
700
sna
Male
true
75.233696
0.972277
74.342606
15.15
0.699684
Nechepakiti pedhorobha pane mota dzirikufamba. Imwe yemota iyi nhema yakanyorwa kuti Destiny Taxis. Nechekure kwemota idzi kune zvivakwa zvemidurikidzanwa.
sna_41272
29
1,490
sna
Male
true
71.629402
0.980658
70.403099
15.51
0.845956
Ruoko rwemunhu rune ringi muchigunwe. Rwakabata michina iyo inoshandiwa nevanhu kunzwawo zvinhu zvakasiyana siyana zvakaita senziyo kana zvimwewo zvingataure. Zvinoiswa munzeve.
sna_41260
2
708
sna
Female
true
62.78653
0.950758
62.756226
15.84
0.722257
End of preview. Expand in Data Studio

manassehzw/sna-dataset-annotated

An annotated, speaker-relabelled, and loudness-normalised Shona (sna) speech dataset prepared through a reproducible Modal-based data engineering pipeline.

This release addresses speaker label contamination in the original source labels by replacing identity columns with acoustically-derived speaker assignments.

Why this annotated release exists

The original source speaker labels are contaminated (multiple voices assigned to the same identity). This release replaces source identity labels with programmatically derived speaker clusters and rederived gender labels.

Pre/Post relabelling snapshot

  • Pre-classification clips: 16980
  • Pre-classification unique source speakers: 133
  • Post-classification speaker clusters: 46
  • Noise clips dropped after rescue: 1741
  • Noise clips rescued by centroid similarity: 794

Processing Summary

  1. Speaker relabelling using ECAPA embeddings + HDBSCAN + noise rescue.
  2. Gender relabelling using a Shona-calibrated Logistic Regression classifier trained on ECAPA embeddings.
  3. Noise drop (cluster_id == -1) and schema rebuild.
  4. Loudness normalisation to -23 LUFS (EBU R128) with clipping protection.
  5. Speaker-stratified split into train/validation/test.

Relabelling Method

  • Speaker embeddings: speechbrain/spkrec-ecapa-voxceleb (192-d)
  • Clustering: HDBSCAN (min_cluster_size=50, min_samples=10, metric euclidean, method eom)
  • Noise rescue: cosine similarity threshold 0.75
  • Gender model: Logistic Regression on L2-normalised ECAPA embeddings
    • Training clips (female): 160
    • Training clips (male): 152
    • Train accuracy: 1.0
    • CV accuracy: 1.0

Loudness Normalisation

  • Target: -23 LUFS
  • Skip tolerance: +/-1 LU
  • Post-gain protection: hard clip to [-1.0, 1.0]
  • Input LUFS mean/std: -22.659 / 5.301
  • Output LUFS mean/std: -22.999 / 0.243

Splits

  • Train: 12170
  • Validation: 1504
  • Test: 1565

Split strategy is speaker-stratified by clip proportion, preserving speaker distribution across splits.

Data Fields

  • audio: 24kHz mono float audio (loudness-normalised)
  • transcription: normalized Shona transcription
  • source_id: original clip identifier from source dataset
  • speaker_id: acoustically-derived speaker class id
  • speaker_clip_count: clip count for the assigned speaker_id
  • language: language code (sna)
  • gender: cluster-level resolved label (Female / Male / Unknown)
  • has_punctuation: punctuation indicator from normalized transcript
  • snr_db: signal-to-noise proxy metric
  • speech_ratio: fraction of VAD frames classified as speech
  • quality_score: composite quality metric
  • duration: clip duration in seconds
  • speaker_assignment_confidence: confidence for speaker assignment

Uses

Direct use

  • Shona ASR model training and adaptation
  • TTS subset construction by filtering on speaker and quality metadata
  • Speech data quality analysis and dataset curation workflows

Out-of-scope

  • Identity verification / forensic use without additional validation
  • Demographic representativeness claims without dedicated study

Bias, Risks, and Limitations

  • Inherits source demographic/dialect distribution.
  • Relabelled speaker IDs are acoustic clusters, not identity-verified persons.
  • Confidence values are useful for filtering, not absolute truth scores.
  • Some residual label uncertainty can remain in ambiguous/noisy clips.

Citation

If you use this dataset, cite both this release and the source dataset:

@inproceedings{niang2024waxalnlp,
  title={WaxalNLP: A Large Scale High Quality Speech Dataset for African Languages},
  author={Niang, El Hadj Mamadou and Dieng, Moustapha and Ba, Thierno Ibrahima and Ndiaye, Mamadou Boumedine and others},
  booktitle={Proceedings of the 2024 Joint International Conference on Computational Linguistics, Language Resources and Evaluation (LREC-COLING 2024)},
  year={2024}
}
Downloads last month
-