score float32 1.04 1.25 | Shona stringlengths 9 500 | Tsonga stringlengths 9 499 |
|---|---|---|
1.243466 | Kutonga+ kwake hakugoni kuongororwa sei uye nzira dzake hadzigoni kurondwa sei! | Vuavanyisi+ bya xona a byi lavisiseki, ni tindlela ta xona a ti landzeleriseki! |
1.243449 | Muna 2008 vakatamira kuGhana uye vakashumira ikoko kwemakore anopfuura matatu. | Nga 2008 vho pfulutshela Ghana nahone vha shuma miṅwaha i fhiraho miraru. |
1.243394 | "Ndave Ndichiritsvaka Kwemakore 30!" | "Ndzi Ni Malembe Ya 30 Ndzi Ri Karhi Ndzi Yi Lava!" |
1.243329 | Zvisarudzo izvozvo zvakaita kuti vakwanise kutamira kuGhana muna 2004. | Dzenedzo phetho dzo ita uri vha pfulutshele Ghana nga 2004. |
1.2433 | Dzidzisai chokwadi chose nezvebonde. | Va byele ntiyiso hinkwawo hi timhaka ta masangu. |
1.24327 | Ini ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, iyo ichafanokugadzirira nzira yako!'+ | Ndzi rhuma murhumiwa wa mina emahlweni ka wena, la nga ta ku lunghiselela ndlela;) + |
1.243267 | Zvinosuwisa kuti Billie akafa muna February 2014. | Lexi twisaka ku vava hileswaku Billie u file hi February 2014. |
1.243265 | Nei uchionga zano riri muchitsauko 8 chaVaRoma? | Ha yini u yi tlangela swinene ndzayo leyi nga eka Varhoma ndzima 8? |
1.243196 | Saka ndakadzokera kumusha kunogara nayo." - VaEf. | Hikwalaho ndzi tlhelele ka rikwerhu." - Efe. |
1.243183 | Ndini ndakadzidzisa Efuremu kufamba, ndichivasesedza namaoko avo; asi havana kuzvicherechedza kuti ndini ndakavarapa. | Loko ku ri mina, ndzi dyondzise Efrayimi [Vaisrayele] ku famba, ndzi va khoma hi mavoko; kambe a va swi lemukanga leswaku ndzi va horisile. |
1.243175 | Nokunyatsoteerera mirayiro yake. | Hi ku yingiserisisa swileriso swakwe. |
1.243159 | Patinorwadziwa, iye anorwadziwawo. | Loko hi twa ku vava, na xona xi twa ku vava. |
1.243138 | Kuwedzera pakuita ushumiri, zvii zvimwe zvatingaita kuti chiedza chedu chivheneke? | Nga nnḓa ha u huwelela, ndi dzifhio dziṅwe nḓila dzine ra nga ita ngadzo uri tshedza tshashu tshi vhonetshele? |
1.243138 | 17 Uri mumwe wevaya vasiri kuita mabasa echiKristu here? | 17 Naa ni muṅwe wa vhathu vhane zwino vha sa khou shumela Mudzimu nga vhuḓalo? |
1.243071 | Hanzvadzi yangu yakapondwa makore mashanu akapfuura. | Sesi wa mina u dlayiwile eka malembe ya ntlhanu lama hundzeke. |
1.243065 | 16 Zvino ndine chikumbiro chimwe chete kwamuri. | 16 Sweswi ndzi ni xikombelo xin'we eka wena. |
1.242959 | Izvozvo tinogona kuzviona pana Eriyezeri, uyo akapiwa basa rokutarisira zvinhu zvakawanda zvaAbrahamu. | Ri a kona u zwi vhona kha mafhungo a Eliesere, we a ṋewa vhuḓifhinduleli ha u ṱhogomela thundu nnzhi-nnzhi ya Abrahamu. |
1.242886 | Vakapindura kuti, "Usambofa wakaenda pedyo nevanhu ivavo!" | U te: "U nga pfuki u tshinele ekusuhi ni vanhu volavo!" |
1.242867 | 48 Unofanira kupa Aroni nevanakomana vake mari yacho kuti ive mutengo wokudzikinura vaya vakawandisa pane vanodiwa." | 48 Kutani u fanele u nyika Aroni ni vana vakwe mali yoleyo, yi va hakelo ya nkutsulo ya lava teleke ku va tlula." |
1.242826 | Mubvunzo iwoyo wakabvunzwa vana vane mazana vokuUnited States. | Lexi i xivutiso lexi vutisiweke vana va madzana va le United States. |
1.2428 | Saizvozvowo, kana uine vana vokurera, yeuka muenzaniso waJosefa woona mwana mumwe nemumwe seanokosha usingatarisiri kuti aite zvakafanana nevamwe. | Nga hu fanaho, arali ni tshi khou alusa vhana vha si vhaṋu, humbulani tsumbo ya Yosefa nahone ni fare ṅwana muṅwe na muṅwe sa muthu o khetheaho na wa ndeme. |
1.242717 | Vana Vako Vanoona Zvaunoita! | Vana Va Wena Va Ku Langutile! |
1.2427 | "Bhaibheri Richaita Sebhuku Idzva Kwauri" | "Bibele Yi Ta Fana Ni Buku Leyintshwa Eka Wena" |
1.242656 | Isu takasiya zvinhu zvose uye tave tichikuteverai." - Mako 10:28. | Hi siye swilo hinkwaswo naswona ha ku landzela." - Mar. 10:28. |
1.242639 | Kupfuma kuna Mwari zvinorevei? - Zvinoreva kuisa Mwari pakutanga muupenyu hwedu. | Xana swi vula yini ku fuwa eka Xikwembu? - Swi vula ku rhangisa Xikwembu evuton'wini bya hina. |
1.242632 | Kana Jesu akataura kuti "Muchaziva chokwadi, uye chokwadi chichakusunungurai." | Yesu o ri: "Ndi hone ni tshi ḓo ḓivha mafhungo-ngoho, huno mafhungo-ngoho a ḓo ni vhofholola." |
1.242574 | nda vhidza ṅwananga e Egipita. | ndzi vitanile n'wananga a huma Egipta. |
1.242553 | Nekuti izvi ndizvo zvese zvinosungirwa kuti munhu aite.' | "Leyi hi yona mfanelo hinkwayo ya munhu." |
1.242522 | 'Munotaurireiko kuti ndichava mambo?' | Ha yini u vula leswaku ndzi ta va hosi?' |
1.242522 | Zvimwe aisazombofa akaonanazve nevanhu vemumhuri make. | Kumbexana a nga ha ta pfuka a wu vonile ndyangu wa ka vona. |
1.242431 | Uyu muenzaniso wakazonaka kune vechidiki mazuva ano! | Yeneyo ndi tsumbo i swayeaho vhukuma kha vhaswa ṋamusi! |
1.242388 | Iye zvino vari kushumira kuNigeria. | Sweswi va tirhela eNigeria. |
1.242356 | Unoziva here kuti vangani? - Bhaibheri rinoti i144 000. | Xana wa yi tiva? - Bibele yi vula leswaku i 144 000. |
1.242332 | [13] nokuti Adhamu ndiye akatanga kusikwa ndokuzouya Evha.[14] Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. | [13] Hikuva Adamu u rhange a vumbiwa, kutani ndzhaku ku vumbiwa Evha;[14] na swona a hi Adamu la kanganyisiweke, kambe i wansati, kuteloko a kanganyisiwile, a wela eku dyoheni. |
1.242309 | "Munofanira kuva vatsvene." - REVH. | "Ni tea u vha vhakhethwa." - LEV. |
1.242275 | Cameron: Mubvunzo wako wakanaka, Jon. | Cameron: Xolexo i xivutiso xa kahle swinene, Jon. |
1.242237 | 17:4 Uye kana iye ndakutadzirai kanomwe pazuva, uye kanomwe pazuva adzora kwamuri, vachiti, 'Ndine hurombo,'Ipapo kuikanganwira. " | 4 Hambiloko a ku dyohela ka nkombo hi siku a vuya eka wena ka nkombo, a ku, 'Ndza hundzuka,' u fanele ku n'wi rivalela."+ |
1.2422 | Vakawanda vavo vanonditi Amai kana kuti Ambuya. | Van'wana va ndzi vitana Mama kumbe Kokwana. |
1.242176 | Airatidza kuti chokwadi chinowanikwa nenzira dzakasiyana-siyana. | A a kombisa leswaku ntiyiso wu kumiwa hi tindlela to hambana-hambana. |
1.242157 | Ndinofanira Kusiyira Chikoro Panzira Here? | Xana Ndzi Fanele Ndzi Tshika Xikolo? |
1.24215 | Mwari ari kuitira mamiriyoni evanhu vake vakavimbika mabasa makuru uye anoshamisa. | Xikwembu xi endlela malandza ya xona yo tshembeka ya timiliyoni mintirho leyikulu ni leyi hlamarisaka. |
1.242058 | Hapana mubvunzo kuti vanhu vacharamba vachibudirira paunyanzvi hwesayenzi. | A swi kanakanisi leswaku vanhu va ta ya mahlweni va endla nhluvuko eka swilo swa sayense. |
1.242031 | B. Vanhu veNineve vainge vasina sungano naMwari semaJuda. | Hi hala tlhelo, Vaninivha a va nga endlanga ntwanano ni Xikwembu. |
1.242012 | Tinofanira 'kunyatsocherechedza shiri dzokudenga.' | Hi fanele hi "[xiyisisa] swinene tinyenyana ta tilo." |
1.241957 | Petro aizviona saizvozvo here? | Xana Petro a a tivona hi ndlela yoleyo? |
1.241905 | Chii chave chichiitika kuvanhu kwemakore 6 000 adarika? | I yini leswi vanhu va swi tokoteke eka malembe ya 6 000 lama hundzeke? |
1.241872 | Munhu wandinogona kuvimba naye." | I Munhu loyi ndzi nga n'wi tshembaka." |
1.241808 | Chii Chinonzi Kunamata Kwemhuri? | Vhurabeli Ha Muṱa Ndi Mini? |
1.241764 | (Johani 8:44) Akava murevi wenhema, akapandukira Mwari. | (Yohane 8:44) U ve muhembi naswona u xandzukele Xikwembu. |
1.241763 | Funga zvakataurwa naJesu achinyengetera kuna Baba vake. | Ṱhogomelani zwe Yesu a zwi amba musi a tshi khou rabela kha Khotsi awe. |
1.241743 | "MUDUKU achava chiuru uye akadukupa achava rudzi rune simba. | "LONTSONGO u ta va gidi, kasi lontsongo ngopfu u ta va tiko ra matimba. |
1.24173 | kwemazuva 5 chete kuAustralia | Masiku a 5 okha ku Australia |
1.241698 | Achanzwira tsitsi munhu akaderera nomurombo, uye achaponesa mweya yevarombo. | U ta va ni nsovo eka loyi a pfumalaka ni loyi a nga xisiwana, u ta ponisa moya-xiviri wa swisiwana.' |
1.241636 | Inonzi Mirairo Gumi. | I vhidzwa Milayo ya Fumi. |
1.241585 | Asi yeuka kuti vaya vasingakandi mapfumo pasi ndivo vachapiwa mubayiro. | Kambe tsundzuka: Hakelo yi ta kumiwa hi lava va nga lan'wiki. |
1.241571 | (Mup 9:11) Hamuzivi "zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana." | (Ekl 9:11) "A mi swi tivi leswaku vutomi bya n'wina byi ta va [njhani] mundzuku." |
1.241548 | Mwari Anopisa Vanhu Mugehena Here? | Xana Xikwembu Xi Xupula Vanhu eTiheleni? |
1.241437 | Soromoni akati chii nezvevaya vanonzi naMwari vakabudirira? | Solomoni u xiye yini malunghana ni lava va humeleleke hakunene emahlweni ka Xikwembu? |
1.241429 | 28 Vakamutuka, vakati: "Iwe ndiwe mudzidzi womunhu iyeye, asi isu tiri vadzidzi vaMosesi. | Kani-ha na inwi ni vho ṱoḓa u vha vhafunziwa vhawe?" 28 Vhone vha thoma u mu sema vha ri, "Mufunziwa wawe ndi enenwi; riṋe ri vhafunziwa vha Mushe. |
1.241404 | Mumwe musikana anonzi Heather anoti: "Zvinotyisa. | Muṅwe ṅwananyana ane a pfi Heather o ri: "Zwi a tshuwisa. |
1.241362 | Chokwadi tinofanira kunyengetera kuti zita raBaba vedu vokudenga ritsveneswe uye kuti Umambo hwavo hubvise utongi hwaSatani. | Vhukuma, ri fanela u rabelela dzina ḽa Khotsi ashu wa ṱaḓulu uri ḽi khethwe na uri Muvhuso wawe u fhelise vhuvhusi ha Sathane shangoni. |
1.241321 | Zvii zvichange zvisisipo muUmambo hwaMwari? | Ehansi ka Mfumo wa Xikwembu, hi swihi swilo leswi swi nga ta va swi nga ha ri kona? |
1.241305 | Jon: Pataurwa nezveumambo. | Jon: Vhu amba nga ha muvhuso. |
1.241245 | Kaiva kekutanga pashure pemakore akawanda kumuona achifara. | Lwa u tou thoma kha miṅwaha minzhi yo fhiraho, o vha a tshi vhonala o takala. |
1.241215 | Vakadzi vakatukwa naMwari here? | Xana vavasati va rhukaniwe hi Xikwembu? |
1.241193 | Petro akabva aziva kuti Mwari haasaruri. | Hi nkarhi wolowo, Petro u swi xiyile leswaku Xikwembu a xi yi hi nghohe. |
1.241191 | Mwari anoona sei Baba vangu muMuslim? | Xikwembu xi n'wi teka njhani tata wa mina la nga Mumoslem? |
1.24117 | Pane zvakavandudzika here mune zvesainzi kana zvekurapa kubva pakabudiswa nyaya iyoyo muna 1979? | Xana ku ni ku antswisiwa ka swa thekinoloji kumbe ka swa vutshunguri loku veke kona ku sukela loko xihondzo xexo xa 1979 xi humesiwile? |
1.241148 | Ndichamudzivirira nokuti ava kuziva zita rangu." - PIS. | Ndzi ta n'wi sirhelela hikuva u tiva vito ra mina." - PS. |
1.241115 | Murume wokutanga Adhamu, akararama kwemazana emakore. | Wanuna wo sungula, ku nga Adamu, u hanye malembe yo tala. |
1.241108 | Kuda kwaaiita vanhu tinokuona pakuporesa kwaaiita vanorwara uye kumutsa vakafa. | Ri vhona lufuno lwawe musi a tshi fhodza vha lwalaho na vhahoṱa na musi a tshi vusa vho faho. |
1.241077 | Ndinofunga kuti somuKristu, ndinofanira kuva noruzivo rwakanyatsokwana nezvenyaya yacho. | Ndzi ehleketa leswaku tanihi Mukreste, ndzi fanele ndzi kuma vutivi lebyi ringaneke hi mhaka leyi. |
1.241048 | Vamwe vanhu vakaita zvivi zvakakura uye vanonetseka kana Mwari achikwanisa kuvaregerera. | Vhaṅwe vha a ḓisola nga nṱhani ha nḓila ye vha vha vha tshi ḓifara ngayo nahone vha a ḓivhudzisa arali Mudzimu o vha farela. |
1.241031 | Akawedzera kuti: "Vakatigamuchira seshamwari dzavo uye sevanhu vemumhuri dzavo. | O dovha a ri: "Vho ri ṱanganedza sa khonani dzavho na tshipiḓa tsha muṱa wavho. |
1.240998 | Ndinoufungisisa zuva rose." - Pis. | Ndzi anakanya ha wona siku hinkwaro." - Ps. |
1.240973 | Mazuva ano kune vechidiki vakawanda vakafanana naTimoti. | Ṋamusi hu na vhaswa vhanzhi vhane vha fana na Timotheo. |
1.240964 | "Kuva shamwari yepedyo yaMwari kunoita kuti usava nechekutyira, ugutsikane uye ugadzikane. | "U vha na vhushaka ha tsini na Mudzimu zwi ita uri ni ḓipfe no tsireledzea, no fhelela nahone no khwaṱha. |
1.240922 | 6 Naizvozvo zvininipisei pasi poruvoko runesimba rwaMwari, kuti akukudzei nenguva yakafanira; 7 kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose, nokuti iye unokuchengetai. | [6] Hikokwalaho, titsongahateni ehansi ka voko ra matimba ra Xikwembu, leswaku hi nkarhi wa kona xi ta mi tlakusa.[7] Rhulani ku karhateka hinkwako ka n'wina eka xona, hikuva xi tikarhatela n'wina. |
1.240882 | Ṱalutshedzani uri ndi ngani zwi songo khakhea tshifhinga tshoṱhe u ita muano? | Hlamusela leswaku ha yini swi nga hoxanga minkarhi hinkwayo ku endla swihlambanyo. |
1.240841 | Pamusoro pake here kana kuti pamusoro pomumwe munhu?" | Malunghana na yena kumbe malunghana ni munhu un'wana?" |
1.240832 | Semuenzaniso, mumwe murume nemudzimai vekuDenmark vakafananidza ndege neshiri. | Hi xikombiso, mpatswa un'wana wa le Denmark wu fanisa swihahampfhuka ni tinyenyana. |
1.240794 | Ndinokutendai zvakare nebasa renyu rakakura." - Y.S., ane makore 9, United States. | Nakambe, ndzi nkhensa ku tikarhata ka n'wina." - Y.S., loyi a nga ni malembe ya kaye, wa le United States. |
1.240749 | Asi handirarami mubhuku iroro. | Kambe a ndzi hanyi hi buku yoleyo. |
1.240675 | "Taitaura pafoni tiri vatatu. | "Ndo vha ndi kha luṱingo na vhathu vhararu nga tshifhinga tshithihi. |
1.240656 | Muna 1995, ndakaroorwa nemurume aishanda pakubudiswa kwemafirimu. | Hi 1995 ndzi tekane ni muendli wa tifilimi. |
1.240645 | Ngahurege kufara pamazuva egore; | Byi nga tshuki byi tsaka emasikwini ya lembe; |
1.240564 | Vabereki vangu havana kuenda, asi ini ndakaenda. | Vatswari va mina a va yanga kambe mina ndzi yile. |
1.240489 | Tiri kuvanzwa vachitaura mundimi dzedu mabasa makuru aMwari." | "Hi Va Twa Va Vulavula Tindzimi Ta Hina Malunghana Ni Swilo Leswikulu Ngopfu Swa Xikwembu." |
1.240475 | Taiziva kuti ainyepa." - STEPHEN. | Ro vha ri tshi zwi ḓivha uri u khou zwifha." - STEPHEN. |
1.24034 | Bhaibheri rinoti: "Vakarurama vachagara nhaka yenyika, uye vachagara mairi nekusingaperi." | Bivhili i a fhindula: "Vha u ḓo vha vhaṋe vha shango ndi vhavhuya, ndi vhone vha u ḓo dzula khaḽo' lini na lini." |
1.240332 | Jobho aisava muIsraeri. | Yobo a nga ri Muisrayele. |
1.24031 | Ipapo vakagara pasi naye mazuva manomwe nousiku hunomwe; asi hakuna nomumwe akataura naye kunyange shoko rimwe; nokuti vakaona kuti njodzi yake yakanga iri huru kwazvo. | Ndi hone vha tshi dzula henefho mavuni nae, vha fhedza maḓuvha maṱanu na mavhili na vhusiku hao vha sa vhuyi vha amba tshithu nae, nge vha vhona a tshi khou tambula zwihulu. |
1.240306 | 10 Wana mufaro nokushumira vamwe. | 10 Kuma ntsako hi ku tirhela van'wana. |
1.240298 | Kufungisisa Shoko raMwari zuva nezuva kunotibatsira sei? | Hi vuyeriwa njhani loko hi anakanyisisa hi Rito ra Xikwembu siku ni siku? |
1.240277 | VaJudha vakawanda vaifanira kuitei nemwoyo yavo? | Vayuda vo tala a va fanele va endla yini hi mbilu ya vona? |
1.240257 | Jesu achabva afara kumugadza kechipiri, pazvinhu zvake zvose. | Hi nkarhi wolowo Yesu u ta ri veka ra vumbirhi - eka leswi nga swa yena hinkwaswo. |
1.240222 | Nokuti [Mwari] akati: 'Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.'" - VaHebheru 13:5. | Hikuva [Xikwembu] xi te: 'Ndzi nga ka ndzi nga ku tshiki naswona ndzi nga ka ndzi nga ku fularheli.'" - Vaheveru 13:5. |
1.240219 | "MUDUKU achava chiuru uye akadukupa achava rudzi rune simba." | "LONTSONGO u ta va gidi, kasi lontsongo ngopfu u ta va tiko ra matimba. |
1.240109 | "Adhamu wokupedzisira" achaita sei kuti abatsire vakafa? | "Adamu wa u fhedza" u ḓo thusa hani vhafu? |
1.240108 | Zvakaziviswa naMwari Nezveramangwana | Leswi Xikwembu Xi Swi Vuleke Hi Vumundzuku |
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.