Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet Duplicate
id
stringlengths
5
10
speaker_id
stringclasses
161 values
transcription
stringlengths
19
491
language
stringclasses
1 value
gender
stringclasses
4 values
audio
audioduration (s)
1.01
35.9
sna_19487
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Mudhuri mikuru mirefu yekuturikidzanwa yakanaka inoratidza kuti pakati pedhorobha sezvo murimo munowanikwa midhuri yakadai yakanaka zvakadai.
sna
Female
sna_19458
W6GzwAxpxecKOqKdTABMainkNhQ2
Murume ari kufamba akapfeka hembe yekumusoro netirauzi zvakafanana zvine ruvara rwebhuruu.
sna
Male
sna_19442
akPZ3sZLNmWepmQ73pcfOBhbAXC3
Pamagirosa. Panotengeswa kudya kwakabikwa. Pakavakwa chikicheni chine matafura. Muchikicheni umu munevo mabhagidhi machena maviri zvekare pane chiutsi chiripo.
sna
female
sna_19431
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Bapiro rendege rine ruvara rweyero nerutsvuku rakaiswa mufananidzo weshiri,kurutivi pane ndege dzakamira, uye pane mudhuri wakakura.
sna
Male
sna_19418
vXEDg10Xu4MxNaneKbHNogUoAkG2
Mudhorobha mune motikari dzakawanda dzakamira. Paine munhu mumwe chete ari kupfuura pamugwagwa une tara. Mune dzimba dzemunhurikidzwa nezvitoro.
sna
Male
sna_19464
CHczhd1C0ZTwDtmpNuZVyEIfqU53
Mifananidzo mitatu yematura enhumbi, kutaridza munochengeterwa mbatya. Pane magirazi anoshandiswa sechionioni kana munhu apedza kuzora mafuta kana kupfeka, kuti aone kana apfeka zvakanaka.
sna
Female
sna_19499
KeZGlSe8KMNMWnnC3l3QPsPAOUH2
Dzimba dziri mujinga megomo rine miti yakawanda ine mashizha egirini. Gomo rakareba, dzimba idzi dzine matenga ema masabhesitosi egireyi uye mafafitera. Chidziro chadzo ndedze kirimu, mberi kune fenzi uye muti muhombe wakaoma.
sna
Female
sna_19473
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Maruva akasiyana siyana. Mamwe akadyarwa pasi, mamwe ari mutinhi rerata mamwe ari mubhakiti guru repurasitiki. Parutivi pane mudhuri wakavakwa nezvidhinha zvakakura.
sna
Male
sna_19478
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Vanhu vazhinji vari kuratidza kuti vamwe varume vamwe vakadzi vari kuita zvakasiyana. Vamwe vakamira zvavo vamwe vakagara vachiratidza kuti vari kutengesa zvinhu zvakasiyana zvinosanganisira michero nezvinwiwa. Zvimwe zvakaiswa pamusoro pemabhokisi ekuti zvirambe zvakabata kamwando kokutonhorera uye pamusoro pakafukidzwa matende akaita sema amburera kuti zvisarohwa nezuva.
sna
Female
sna_68608
4HdcZXLtmjhpO6zY9qLnLNCs7OJ2
Churu icho chinonyanya kumunya nemujuru chiri kuratidza kuti chiri musango, mune miti pamwe chete nehuswa. Miti haina kunyanya kukurisa zvayo ine mashizha ayo ane ruvara rwe girini.
sna
Female
sna_68632
FjWt9cvjUvSd8Gn5y0FTqctULdg2
Ruva rakazvambarara pahwaya yakasunanganidzwa sunganidzwa yesirivha, uye nematombo, nemapuranga akawanda nezvimwe.
sna
Male
sna_68625
T33w3KIsJJYMb9tmz2XxSYlgpcA2
Pane mugwagwa une motokari yakamira. Motokari iyi yakavhurwa gonhi rekumashure nemumwe murume. Necheseri kwemotokari iyi kune dzimba dziriko dzinoita sedzemudhorobha.
sna
male
sna_68646
CtZCmGBDOjYnqksPXa5d3Gl7z9i1
Mugwagwa wetara, kurudyi kwawo kunoonekwa madhindo emudhudhu uyewo nemadhindo etsoka dzevanhu.
sna
Male
sna_68609
0B0oxTbCrKeSD3CojZrSlAt7Je93
Shangu mbiri dzakagadzikwa pasi dzine ruvara rwegireyi uye ruchena.Dzakavharikawo mativi ose uye dzinonyanya kupfekwa munguva yekutonhora sezvo dzichidziya.Shangu idzi dzinopfekwawo munguva yekufamba kana pane dzimwewo nzvimbo.
sna
Female
sna_68637
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Nzvimbo inoratidza kuti inemiti yegirinhi. Pakati pemiti iyi panoratidza kuti panechitsuwawo chimwe chisina miti iyi. Miti iyi inokwanisa kushandiswa semaruva pamisha kushongedzawo nzvimbo dzakaita semagiraundi.
sna
Female
sna_68691
YbvzAao3AMeJQvwkBlwZVItOsn92
Ma iye podzi ayo anoshandiswa kunzwisa mimanzi kana zvakasiyanasiyana wakakonekita pa foni ushishandisa burututi.
sna
Male
sna_68664
O1bXJt6tFoh5LXu40Cy8sWGHPxz1
Chimwe chezvivakwa zvinowanikwa muguta reHarare. Chivakwa ichi chinonzi "East Gate Mall". Tiri kuonawo mukadzi akapfeka nhumbi. Itema kumusoro akabata bhegi muruoko rwake rwokurudyi achifamba.
sna
Male
sna_68629
Br0zHa3NtAgKAmG8ATRWsvsqFiw1
Chanza choruoko chomunhu wechidzimai chirikubudikira zvigunwe zvitatu zvakapendwa mberi kwazvo zviinenzwara dzokuisira. Akapfeka mhete nhatu mumaoko akasiyana dziinemarudzi akasiyana, dzakagadzirwa negoridhe.
sna
Female
sna_68640
2Q9Qx8uHQ5VAkWNdgqd7mVEeE2u1
Midziyo yemagetsi inoshandiswa mumba kuita mabasa akasiyana. Pane firiji iripo ine ruvara rwesiriveri inoiswa chukafu kuti chisakurumidze kushata. Poitawo chitofu chitema chinoshandiswa kubikira pamusoro nemukati. Panewo chokuayinisa chiripo chine ruvara ruchena chine mupakato une ruvara rwebhuruu.
sna
Male
sna_68684
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Zambuko rinoratidza kuti rinofamba motokari. Kumberi kwacho tirikuona sora rakaoma rinoratidza kuti rave nenguva yakareba risina kumbonaiwa nemvura kana kumbowana mwando zvichibva zvaita kuti tifungidzire kuti inguva yechando kana nguva yechirimo.
sna
Female
sna_68626
7UbpWlepR6OHT8S5tcibbkcQWOC2
Vanhu vanoita zvekusimbisa miviri vakamira vakaita mutsara. Vakapfeka zvikabudura zvine mavara akasiyana uyeo vamwe vakabata muchiuno vamweo vakasimudza makumbo. Vese varikuoneka kuti vane mamhasuro emabasa avanoita ekusimbisa miviri.
sna
Male
sna_68669
6yMVEvNaWJXi2UbPLujF6C4uGVJ3
Varume navakadzi vagara pasi petende pazvigaro zvine ruvara ruchena. Vakapfeka nguwo dzine ruvara rwakasiyana runosanganisira pepuru, yero, ruchena, bhuru uye ruvara rutema.
sna
Female
sna_68657
CUBWhUHYrpdoA4u6bodqHGer0my1
Musoro wemunhurume akatarira pasi. Unebvudzi rakasvibira uye rakarukwa zvine madhizaini pamusoro. Mumativi makagerwa. Parutivi pake pane motokari.
sna
Female
sna_68693
W3obc3eoZYUAB22hEBxO3qso9352
Mukomana arikufamba mumugwagwa mudiki, akataura bhegi padivi akapfeka zvinhu zvitema. Zvinechisikipa chakanyorwa kumusana. Arikufamba panzvimbo inemiti mirefu nezvivakwa zvine matenga matsvuku nemidhuri yekirimu.
sna
Female
sna_68688
MPNJZS5hwXVNawQTpd9Sq8qBGfy2
Zvitoro zvakawanda, makombi akamira akaita mutsara . Imwe ine ruvara rwesirivha. Miti ine mashizha egirinhi nevanhu varikutengesa pavheranda.
sna
Male
sna_68699
3G2FJSUtrURBAEzZnL5t4lREAXF2
Chikero chekuyeresa zvinhu.Pamberi pane ndiro iripo inoiswa pachikero,Chikero cheruvara rwebhuruu nefesi ine ruvara ruchena yakaiswa manamba kubva panamba hwani kusvika panamba tuwendi uyezve chine chekugarira chine ruvara rwesirivha.
sna
Female
sna_68681
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Nzvimbo yakapfumba Inoratidza kuti inofambwa neveruzhinji. Pane murume arikufamba pakati akapfeka heti huru inoratidza kuti uri kudzivirira zuva. Mushoka akapfeka matenesi machena. Kune mukadzi akamira mujinga mechimwe chivakwa chinoratidza kuti chigayo. Sezvo pane upfu wakazara pasi. Mudzimai uyu akarukwa musoro uye akapfeka rokwe chena .
sna
Female
sna_60964
DS6hxJnyXlYI6P8AJQ3wE6UAOx22
Murume akasenga bhegi kumusana , arikufamba mugwagwa uye parutivi rwake panevanhuwo varikuenda kunzvimbo dzakasiya-siyana. Parutivi pezvivakwa panevanhu vakawaridza zvitengeswa zvavo zvinosanganisa matomatisi uye panevanhu vanezvingoro pamwechete nema rori.
sna
Female
sna_60940
0B0oxTbCrKeSD3CojZrSlAt7Je93
Mureza una marairaini ane ruvara ruteme, rwenhu ndurwa pamwe chete neutemeutsvuku.Neche pakati pawo pane chiratidzo chedendererwa chinewo shiri mukati macho .
sna
Female
sna_60958
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Mukoto uri mudhorobheni . Panoratidza kuti kupinda pamumukoto uyu patorine gedhe rakavhurwa. Pane vanhu vari kufamba mumukoto umu nemumwe ari kusunda ngoro yake. Mutoriwo nemotokari tsvuku yakapakwa mumukoto.
sna
Female
sna_60971
O1bXJt6tFoh5LXu40Cy8sWGHPxz1
Vanhu varimuguta reHarare vakamira panotengeswa chikafu panonzi Bakers Inn. Vakadzi vaviri vakamirirawo nguva yavo yekuti vakwanise kutenga kuti ikwane.
sna
Male
sna_60910
VhbTVNcBgoU9GMXQK1BgpkkmfCH2
Mwanakomana akapfeka zvitema asina kupfeka shangu ari kushandisa mbozhanhare yake.
sna
Female
sna_60916
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Imba yekurarira inoratidza sekuti ndeye pahotera. Pane mubhedha wakawaridzwa zvakanaka chose uye pekugarira munhu achi chinja mvatya. Tinoona pane pillow yekutsamhira uye maLights ekujekesa mumba.
sna
Female
sna_60948
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Maruva machena anoratidza kuti akanatsokupararira zvinonakidza kuona. Pakati pemaruwa aya pane zvimwe zvimaruwa zve yero. Maruva aya anokwanisa kunge ari emumuti zvechokwadi kana kuti akagadzirwa nema paurasitiki.
sna
Female
sna_60936
CtZCmGBDOjYnqksPXa5d3Gl7z9i1
Twiza iri kuoneka nzeve yekuboshwe, ziso ekuruboshwe, kumusoro kwe twiza kune muti une mashizha akasvibira nemapazi akawanda.
sna
Male
sna_60937
13lBLON54icGjb0Hgg2OhJ5AgxJ2
Motokari hombe dzerudzi rwemagonyeti. Dzine ruvara rutsvuku. Pamberi pemotokari idzi pakamira varume vatatu.
sna
Male
sna_60913
FjWt9cvjUvSd8Gn5y0FTqctULdg2
Mukomana akamira parutivi pemusuwo unopinda pane zvivakwa zvimwe zvine rudzi rwedenga nemotokari dzakamira.
sna
Male
sna_60976
1yd7uFLdjbT2eBY27VHfDErBk992
Girinhi pepa inorimwa. Iyi yakanatsosvibira uyezve yakanatsobereka. Yakabereka vana vegirinhi vamwe vacho vaakuibva vakuita ruvara rutsvuku nerwenhundurwa.
sna
Female
sna_60962
0B0oxTbCrKeSD3CojZrSlAt7Je93
Vanhu vari munhandare yekumhanyira. Vari kuratidza kuti vari kumhanya vari mumaraini avanofanira kunge vachiteedzera pakuita makwikwi aya. Kune vamwe vari kumashure vakamira vari kuratidza kuti vakamirirawo kumhanya.
sna
Female
sna_60943
13lBLON54icGjb0Hgg2OhJ5AgxJ2
Ivhu rakasvibira rinoratidza kuti ratimbiwa. Pamusoro paro panesora rakaoma. Parutivi pane sora rinowanza kumera padivi pemvura. Sora iri rakasvibira.
sna
Male
sna_60954
CZQ37aLaUZfNpliatFqfC42MBUC3
Musikana wechidiki arikumhanya munhandare. Akapfeka nguo yokumusoro ine ruvara rutsvuku yakanyorwa namavara matema paruvara ruchena. Akapfeka chikabudura chine ruvara rutema.
sna
Female
sna_60927
vXEDg10Xu4MxNaneKbHNogUoAkG2
Vadzidzi vepa University ye Great Zimbabwe vechirume vakapfeka hembe chena nema bhurukwa matema varikuimba . Vaviri vana magirazi kumeso.
sna
Male
sna_60938
BZX9mSdmcoZiTmaYJMaMNcBUljR2
Apa pasi pomuti mukuru une mumvuri. Pakapakwa motokari yeruwara ruchena nemabhasikoro. Bhasikoro rimwechete rakamira roga matatu akazendamira muti rimwechete rakazendamiswa pane zvitinha zve simende.
sna
Female
sna_60995
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Nzvimbo ine sora rakatarangana rinoratidza kuti harina utano. Zvichibva zvaita kuti tifungidzire kuti rave nenguva yakareba risina kumbonaiwa nemvura kana kuwana mwando. Pakati pacho pane matombo akaungana anoratidza kuti akaita zvekuunganidzwa ipapo.
sna
Female
sna_60987
CUBWhUHYrpdoA4u6bodqHGer0my1
Kabati imwe chete yakareba. Inoshandiswa kurongedzera midziyo yemumba mekubikira. Ndeye muti uye ichena ine magonhi akawanda. Ari pamusoro ane magirazi.
sna
Female
sna_60924
6yMVEvNaWJXi2UbPLujF6C4uGVJ3
Mukomana kana kuti murume wechidiki ari kuridza hosho achiimba ari pagungano ravanhu. Mukomana uyu akapfeka sikipa ine ruvara rutsvuku yakanyorwa namavara matema namavara egirini pamberi. Akapfeka chikabudura chine ruvara rutema uye ari kurimba achiita kunge ari pagungano rakaita senhamo.
sna
Female
sna_43510
A6o8btd1cNQM39nPwzCrT22gBRY2
Miti yeminzwa ine mashizha eyero yakabatana. Mukati macho mune huswa hwakaomarara.
sna
Male
sna_43519
VhbTVNcBgoU9GMXQK1BgpkkmfCH2
Midziyo inosanganisira mapuranga, masando emizera yakasiyana inoshandiswa pakukoma simbi kuti dzipinde mumapuranga.
sna
Female
sna_43543
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Pane mugwagwa wetara uneruvara rwakachenerukira. Mberi kwacho kunoonekwa miti yakawanda inemashizha aneruvara rwegirinhi. Imwe yacho midiki. Pane tambo dzemagetsi uye rayiti remugwagwa.
sna
Female
sna_43542
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Vanhu vazhinji vanosanganisira varume nevakadzi. Vamwe varikufamba vamwe ndivo vakamira zvavo mujinga memugwagwa tichifungidzira kuti vanogona kunge vakamirira motokari dzokufamba nzendo. Kune vamwe varikumberi vari kutengesa.
sna
Female
sna_43527
1hsZ9plACwbUjolprhO9KPopzji2
Nzvimbo yekugarira yakavharirwa nesimbi dzine ruvara rwebhuruu. Nzvimbo iyi ine zvituru nematafura ane ruvara ruchena akawanda-wanda. Pari kuonekwa dhoo nechekumberi rakapendiwa neruvara rwebhuruu.
sna
Female
sna_43549
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Vanhu vazhinji vanosanganisira vakadzi. Vanhu ava varikuita zvakasiyana, vamwe varikufamba, vamwe vakamira, munzvimbo inotengeswa zvunhu zvitsva. Zvinosanganisira shangu nehembe dzakasiyana.
sna
Female
sna_43559
CZQ37aLaUZfNpliatFqfC42MBUC3
Murume nemusikana varikufamba varimunjinga memudhuri, murume akapfeka shati yeruvara hwebhuru nechikabhudura chirefu chine ruvara rutema,mukadzi akapfeka rokwe dema.
sna
Female
sna_43521
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Garwe dema rine makwati riri mumvura yakasviba ine maharandwa akawanda eghirini zvinoita kuti mhuka dzinenge dzichiuya kuzomwa mvura dzinetseke kuriona zvobva zvaita kuti rizobata mhuka nyore.
sna
Female
sna_43507
CZQ37aLaUZfNpliatFqfC42MBUC3
Musikana wechidiki ane menduru ine ruvara rutsvuku negoridhe muhuro make. Zvinoratidza kuti ahwina pamutambo. Akapfeka jasi rine ruvara ruchena nechikabudura chine ruvara rutsvuku neruvara rutema. Akabereka bhegi rine ruvara rwegireyi neruvara rwebhuruu.
sna
Female
sna_43540
W3obc3eoZYUAB22hEBxO3qso9352
Murume akapfeka hembe refu ine maoko marefu, neshangu dzakavhurika mberi neshure dzine ruvara ruchena nerutema. Arikufamba padivi remugwagwa. Nechekumhiri kwemugwagwa, kune zvivakwa zvakaita mudhadhadha. Chimwe chacho chine ruvara rwe yero nemafafitera nemukova we girinhi. Pane gedhe rine ruvara rwe bhurauni.
sna
Female
sna_43524
dJbZPsh9kjQGwQ2fnlpHuNIeOfO2
Mukomana wechidiki , anemusoro wakagerwa zvechizvino zvino. Pakati pemusoro pakasiiwa vhudzi risina kunyanya kukura, rakaitwa mitsara-tsara. Kwoenda kunzeve kwakaveurwa vhudzi rose, zvichinobata seri kwenzeve kuenda kugotsi . Anemhete munzeve dzake dzine ruvara rwe sirivha, uye muhuro make mune bhandeji jena.
sna
female
sna_52910
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Vanhukadzi varikuratidza kuti vari pamutambo wavo wevanhukadzi. Vazhinji vavo vari kutamba zvikuru kwazvo vachinyemwerera kuratidza kuti vane mufaro. Pane zvigarowo zvitema zvanoshandisa kuzororera.
sna
Female
sna_52961
T33w3KIsJJYMb9tmz2XxSYlgpcA2
Pane imwe tafura pakagadzikwa chigubu chine chinwiwa. Chinwiwa ichi chine ruvara rurema. Padumbu regubhu ichi pakanyorwa kunzi, 'Coca-cola original taste, less sugar'.
sna
male
sna_52962
T33w3KIsJJYMb9tmz2XxSYlgpcA2
ninga yemabhanana yakanyatsokuibva pedyo neninga iyi parikuratidzika miti yemabhanana kozotio pasi peninga iyi pane huswa hwakasvibirira.
sna
male
sna_52914
4HdcZXLtmjhpO6zY9qLnLNCs7OJ2
Zvivakwa zvakawanda chaizvo zvakavakwa zvichiturikidzana kuenda mudenga pane zvimwe zvakanyorwa nezvakadhirowewa pamberi pazvo . pozoitao mugwagwa urikuratidza kuti unofamba motokari nemadutavanhu achitakurao vanhu uye zvinhu.
sna
Female
sna_52978
CUBWhUHYrpdoA4u6bodqHGer0my1
Bhiriji duku riripamusoro perwizi rune mvura inemapepa yakasviba. Parutivi panetsanga dzemumvura dzakawanda.
sna
Female
sna_52956
DOToxzuX5sOrpgBfaHxwVNzE7la2
Mukati nezvimiti zvine matanda eruvara rwegirinhi nemashizha eruvara rwebumhudza neturuva tutsvuku mune munhu akakotamira akapfeka chipika cheruvara rwedenga nemudhebhe weruvara rwedenga rwakasvibira.
sna
Female
sna_52990
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Motokari doko imwe chete ine ruvara rwebhuruu yakamira. Kurutivi kune dzimba dzokugara dzakapoteredzwa neruzhowa rwakagadzirwa nesimende.
sna
Male
sna_52996
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Chikafu chembwanana chakagadzirwa nemumwe mufananidzo unenge makumbo ehuku. Chineruvara runoti girinhi, tsvuku pamwe neyero.
sna
Male
sna_52953
13lBLON54icGjb0Hgg2OhJ5AgxJ2
Panzvimbo ine zvitoro zvakawanda. Zvitoro izvi zvakavakwa zvakaita muraini. Chimwe chitoro chinoratidza kuvachigayo, chine mukova wakashama, uye mukadzi akamira pamukova anerogwe jena.
sna
Male
sna_52965
CtZCmGBDOjYnqksPXa5d3Gl7z9i1
firiji ine girazi kumberi kwayo, kuzasi kwayo kune ruvara ruchena, pamuoro payo pane simbi, kumashure kwayo kunoonekwa mudhuri wakavakwa neruvara rutsvuku.
sna
Male
sna_52998
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Mhara ina dzinoratidza kuti ihadzi sezvo dzisina nyanga.Mhara idzi dzirikunonga zvikafu uye dzine makumbo matete marefu akareba nezveve huru dzakati kwangwa, mudumbu madzo makanocheneruka pamusana pakaita bhurauni.
sna
Female
sna_52948
7UbpWlepR6OHT8S5tcibbkcQWOC2
Munhu arikutengesa zvinhu zvake panzvimbo inowanikwa muguta reHarare. Akazviisa pachinhu chakakura chakaiswa pamusoro pechikadhibhokisi uyewo ndokuisa chimucheka chebhuruu. Zvinhu izvi zvinosanganisira mafuta netumicheka nezvimwe zvakadaro uyewo akapfeka chinhu chinoratidza kuti anotengesa majusi kadzi.
sna
Male
sna_52980
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Vanhu vazhinji vakagara pasi vakanyatsokuti chechetere vakatarisa divi rimwe. Vamwe vacho vakasimudza micheka mudenga vachi zvichibva zvaita kuti tione kuti varikuteerera kana kuti varikunzwa munhu arikuvadzidzisa kana kuvaparikidzira arikumberi kwavo zvichibva zvaita kuti tifunge kuti vanhu ava varipagungano rekereke.
sna
Female
sna_52976
VaQf47xFJZVasrczw7fFTzcR89F3
Uyu mureza wenyika. Ukatarisa unemavara akawanda. Kurudyi nekuruboshwe kumusoro kune ruvara runenge rwedenge, pachiita ruvara rwakasvibira potevera ruvara ruchena, potevera ruvara rwebundo, potevera ruvara rwegoridhe, kuchitevera ruvara rwedenga. Pakati paneruvara rutsvuku kanakuti rweropa.
sna
Male
sna_23105
1hsZ9plACwbUjolprhO9KPopzji2
Zvidhori zvine ruvara ruchena zvakagadzikwa panze pechitoro panotengeswa hembe yadzakapfeka. Chimwe chakapfeka bhurugwa nebhodhi yechikadzi yeruvara rutsvuku . Chimwe chakapfeka rokwe rechikadzi yeruvara ruchena. Chimwe chakapfeka mbatya yevarume.
sna
Female
sna_23126
4HdcZXLtmjhpO6zY9qLnLNCs7OJ2
Vanhu vari kutengesa zvinodyiwa navanhu zvakaitawo semichero zvinanazi, mabhanana uye maapuro. Vamwe vakafugawo masumburena anoita kuti vasatsva nezuva uye zvakare mugwagwa unofambawo dzimotokari.
sna
Female
sna_23166
3TJZHIth5tY646wZREH7LVRhqhD2
Chirimwa chenzimbe chiri paseri pemba iri kubudikira. Chirimwa ichi chine ruvara rwegirini uyezve namamwe mashanga ava neruvara rwebhurawuni.
sna
Female
sna_23137
KeZGlSe8KMNMWnnC3l3QPsPAOUH2
Mubindu remunda makarimwa muriwo wakawanda une ruvara rwegirini rwakasvibira. Pakati pane mukana wekufambira munhu achidiridza. Zvakadyarwa kuiita maroo.
sna
Female
sna_23118
2Eud8lyLlsMcciYhmlkwVRtBwi82
Nzvimbo inoratidza kuti yakambopiswa kukazonaya nekuti parikubuda bundo idzva nezvimuroro zvirikuratidza kuti zvanga zvaoma nekutsva kwemoto uyu asi zvava kutungira mashizha acho abuda akanaka kuratidza kuti pava nehunyoro hwakanaka.
sna
Female
sna_23110
7UbpWlepR6OHT8S5tcibbkcQWOC2
Bere rakarara riri rega musango. Rine chiromo chinenge chembwa asi chiri chipfupi, uyewo nzeve dzisina kureba. Rakarara rakaisa musoro waro pasi, muswe waro uri neche mumashizha. Rine ruvara rwebhurauni uyewo nezvimwe zvimadodzi zvitema.
sna
Male
sna_23100
13lBLON54icGjb0Hgg2OhJ5AgxJ2
Mumugwagwa wetara wakafara zvikuru. Mune motokari irikufamba ine ruvara rwebhuruu nemavhiri matema. Nechekurutivi kune mudhuri wakavakwa zvemunhurikidzwa une mafafitera akawanda.
sna
Male
sna_23119
0V0O30nOtCOPDLoWZ1pSZpoGvYp1
Murume wakagerwa zvinonwisa mvura.Bvudzi rake rakanatsochekererwa zvakanaka.Pamusoro pakasiiwa bvudzi rakakura.Murutivi rwemusoro ndimo makanatsobviswa bvudzi zvekupedzeredza.Ndebvu dzake dzakachekererwa zvakanaka.
sna
Male
sna_23199
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Vanhu vazhinji vari kuita zvakasiyana varume nevakadzi vamwe vari kufamba, vamwe vakamira, vamwe vakagara. Kumberi kwacho kuri kuratidza miti mikuru yakasvibira nezvivakwa zvakanaka zvemuturikidzwana. Mamirire akaita nzvimbo iyi inoratidza kuti iri mukati medhorobheni.
sna
Female
sna_23121
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Imwe mhando yebundo rinonzi gavakava yakamera mujinga nehwaya yakakomberedza nzvimbo. Gavakava iri rinoratidza kuti rinowana mwando nemupfudze wakakwana sezvo rine mashizha marefu akasvibira uye rinoratidza kuti rinombokohwewa nevazhinji sezvo rine mashizha akagurwa akawanda.
sna
Female
sna_23182
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Mudhorobha vanhu vazvinji varikufamba. Musikana mumwe chete akapfeka zvichena. Akabereka kabhegi kake kadiki nepadumbu. Kumativi kune maamburera pari kutengeserwa nhumbi uyezve nezvivakwa zvakakura.
sna
Male
sna_23147
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Chimba chakavakwa chikapfurirwa nemazen'e. Chakadhirowewa mufanidzo wemukomana anebvudzi riya rakaita nyanga rinonzi rasita nevazhinji. Pamadziro zvakare pakanyorwa kuti sheti purindin'i kureva kuti muchimba ichi munoita zvekunyrorwa mashi hembe. Nechokumberi kwacho tirikuona dzimba dzakakomberedzwa nemudhuri.
sna
Female
sna_23158
3G2FJSUtrURBAEzZnL5t4lREAXF2
Masikurudhiraivha matatu mumwe unekumuromo kutsvuku mimwe inekumuromo kusina kuiswa pendi kurikwe kurikwesirivha. Unemubato mimwe inemibato mitsvuku neruvara rweorenji mumwe mubato mitema nemumwe muvara mutsvuku. Masikurudhiraivha aya anoshanda zvakasiyana ane imwe duku inemizero muduku mumwe wepakati mumwe muzero mukuru.
sna
Female
sna_90454
Ss9GBR97MCUXMMi0ibM4EcwQpGH2
Mufananidzo weruvara rwebhuru ,ruchena ne svuku inowanzoiswa pamureza.
sna
Female
sna_90402
Ss9GBR97MCUXMMi0ibM4EcwQpGH2
Midziyo inoshandiswa pamba inosanganisira badza rekusakurisa kana kutimba uye banga rekuchekesa muriwo nezvimwewo zvemumba yekubikira.
sna
Female
sna_90404
CUBWhUHYrpdoA4u6bodqHGer0my1
Gomo guru rine ruware rwakakura rwedombo. Parutivi paro pane miti yakawanda ine mashizha akasvibira.
sna
Female
sna_90451
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Bukira remuti doko rine mashizha madoko egirinhi riri kumera richibva pamudzi mukuru wemuti uri muvhu.
sna
Male
sna_90470
T33w3KIsJJYMb9tmz2XxSYlgpcA2
Mune mumwe mugwagwa mune motokari nema bhazi zviri kufamba. Motokari idzi dziri padyo nerobhoti. Nechekuritivi kwemugwagwa uyu kune chitoro chemudurikidzanwa.
sna
male
sna_90437
fOCzY1CDIsMKq21MsHuUaZVwFbo2
Icho chitanda cheruzha chinoshandiswa nevatauri vanenge vachitaura pagungano ravanhu kuti izwi rake rinzvike zvakapfurikidza nemunhu wese anenge aripo chakabatwa muruoko .
sna
Female
sna_90459
1PHOsx2JIpUU4lMLgTd3ssjITjf1
Vanhu vaviri mumwe munhurume akamira. Mumwe munhukadzi ari kutamba mutambo wejavheringi akabata tsvimbo yaari kumhanya kundokanda.
sna
Male
sna_90465
MRTL0yRE9JYPru6liwSsoRCMIiD3
Panzvimbo yokuumbira hari pane munhu akatandavara akapfeka shangu tema. Pane makate mahombe asina kupisiwa koita zvihari zvidiki zvisina kupisiwa zvakawaridziwa pasaga.
sna
Male
sna_90497
7UbpWlepR6OHT8S5tcibbkcQWOC2
Bhodhoro rekokokora rakagadzikwa pasi. Rine zvinhu zvitema mukati zvinonwiwa uyewo rakanamatidzwa chipepa chitsvuku, ronyorwa nezvichena. Kokokora chinwiwa chinonwiwa zvakanyanya muZimbabwe.
sna
Male
sna_90453
KeZGlSe8KMNMWnnC3l3QPsPAOUH2
Mota imwe chete yakamira padivi pemugwagwa wetara wegireyi. Ine nhamba pureti dzeku South Africa uye dzine mafafitera matema. Padivi payo pane sora diki pfupi regirini rakasangana nerakaoma.
sna
Female
sna_90434
q7CSRCHvTrOuNdrAnuBLhdSnT9I2
Chirimwa chinonzi nyemba chakada kufanana nebhinzi. Ndedzerudzi ruchena dzine pakati pakasvibira kana kuita bhurawuni. Dzinodyiwa nekubikiswa mutakura.
sna
Female
sna_90481
CUBWhUHYrpdoA4u6bodqHGer0my1
Zvigubhu zviiri zvakachekwa kumusoro kwazvo. Mukati mazvo munevhu. Makadzvarwa miti miviri ichiri iduku. Parutivi pane masora ane mashizha egirinhi.
sna
Female
sna_90499
7erMyYrd9qflZJjN1wOPrEgigQu2
Varume vakaita vechikuru vakagara zvazvituro. Vamwe vacho vakasveta mabhuku kumberi vachiratidza kuti varikudzidza zvidzidzo zvepamusoro zvatingati zveku yunivhesiti kana kuti zveku koreji.
sna
Female
sna_90442
f4LbqfoJ6HXJeYxnuIrfZlP7qaM2
Nzvimbo yakarongedzerwa masaga akawanda ayo akaisirwa miti nezvitsotso zvakawanda, zvinoratidza kuti ingangove mishonga inorapa zvirwere zvakatsaukana.
sna
Female
sna_90422
MRTL0yRE9JYPru6liwSsoRCMIiD3
Vanhu varikufamba parutivi pemugwagwa wetara. Varikupfuura nepasi pezimuti rakarembera mapazi akananga kumugwagwa wetara. Murume akabereka sechura uye mai vakasunga dhuku jena.
sna
Male
sna_90428
CHczhd1C0ZTwDtmpNuZVyEIfqU53
Chikafu chinorweresa rute chakagadzikwa patafura. Chinoti sadza, nyama, mirivo mimbishi, matomatisi uye zvinwiwa zvakagaiwa muto wazvo uye nezvipunu, maforogo namapanga okudyisa pamwe chete nemvura yokunwa.
sna
Female
End of preview. Expand in Data Studio
README.md exists but content is empty.
Downloads last month
13