Datasets:
Tasks:
Text Classification
Modalities:
Text
Formats:
csv
Sub-tasks:
natural-language-inference
Size:
10K - 100K
License:
| premise,hypothesis,label | |
| "Ndobva ati, mhai, ndauya kumba",Akadaidza mai vake paakangodzaka mubhazi rechikoro,1 | |
| "Ndobva ati, mhai, ndauya kumba",Haana chaakataura.,2 | |
| "Ndobva ati, mhai, ndauya kumba",Akaudza mai vake kuti anga asvika kumba.,0 | |
| Hoo rwanga rwuri rwizi rweSnake oh rwizi rweSnake rune nyoka dzakawanda,"Zvisinei nezita rarwo, rwizi Snake harutomborina kana nyoka, rwakapiwa zita nekuda kwechimirwo charwo chekuzvonyongoka senyoka",2 | |
| Hoo rwanga rwuri rwizi rweSnake oh rwizi rweSnake rune nyoka dzakawanda,Snake rune kamba dzakawanda.,1 | |
| Hoo rwanga rwuri rwizi rweSnake oh rwizi rweSnake rune nyoka dzakawanda,Rwizi rweSnake rwakazara nenyoka.,0 | |
| Zvigadzirwa zve mamolecular zvemhando yepamusoro zvinosimuka pekusarudzwa pamasikirwo azvo zvogona kushanda nehuwandu hwezvivakwa zvawo panenge musanganiswa wezvivakwa zvema molecular zvawedzera utano.,Zvigadzirwa zvemamolecular zvakango woma,2 | |
| Zvigadzirwa zve mamolecular zvemhando yepamusoro zvinosimuka pekusarudzwa pamasikirwo azvo zvogona kushanda nehuwandu hwezvivakwa zvawo panenge musanganiswa wezvivakwa zvema molecular zvawedzera utano.,Midziyo yemamolecular emhando yepamusoro anogona kusimuka nemamwe mamiriro.,0 | |
| Zvigadzirwa zve mamolecular zvemhando yepamusoro zvinosimuka pekusarudzwa pamasikirwo azvo zvogona kushanda nehuwandu hwezvivakwa zvawo panenge musanganiswa wezvivakwa zvema molecular zvawedzera utano.,Zvigadzirwa zvema Molecular zvinoshandiswa kubudisa muchetura wekuzvidzivirira,1 | |
| Murume akatendeuka aine chikumbiro kuna Lord Julian .,Murume aida kukumbira Lord Julian chimwe chinhu .,0 | |
| Murume akatendeuka aine chikumbiro kuna Lord Julian .,Murume aida kukumbira Lord Juliankuti aregerere mudzimai wake ..,1 | |
| Murume akatendeuka aine chikumbiro kuna Lord Julian .,Lord Julian vaive vasisipo panzvimbo .,2 | |
| "Kana watarisa zviwunganidzwa zvose izvi, kwira mugomo kusvika kumba kwa Komishina, kwauchanyatsoona zvakatenderedza mhenderekedzo yegungwa",Unoona zvikepe uri pamusoro pegomo.,1 | |
| "Kana watarisa zviwunganidzwa zvose izvi, kwira mugomo kusvika kumba kwa Komishina, kwauchanyatsoona zvakatenderedza mhenderekedzo yegungwa",Unoona mhenderekedzo dzegunwa uri pamusoro pegomo.,0 | |
| "Kana watarisa zviwunganidzwa zvose izvi, kwira mugomo kusvika kumba kwa Komishina, kwauchanyatsoona zvakatenderedza mhenderekedzo yegungwa",Haugoni kuona mhenderekedzo yegungwa uri pamusoro pegomo.,2 | |
| Zviwanikwa zvevanhu zvakasimbiswa uye nemapazi matsva akakasika kuwana rubatsiro rwekusimudzira huwandu hwevatengi,Pakusimbisa mapazi ezviwanikwa zvevanhu gwara rekuvakwa kwemamwe mapazi emabhizimisi rakamuka,1 | |
| Zviwanikwa zvevanhu zvakasimbiswa uye nemapazi matsva akakasika kuwana rubatsiro rwekusimudzira huwandu hwevatengi,Mapazi emabhizimisi akavakwa,0 | |
| Zviwanikwa zvevanhu zvakasimbiswa uye nemapazi matsva akakasika kuwana rubatsiro rwekusimudzira huwandu hwevatengi,Mapazi ezviwanikwa zvevanhu akawedzerwa kudarikidza mamiriro ekare,2 | |
| "Islamist Movement yakatangwa muna 1940, chizvarwa chepfungwa chechizvino-zvino cheMarxis- Lenninist chekuumba kuba mukutsvaka rusununguko.",Pfungwa dzechiMarxist-Lennist dzakashandishwa mu Islamist movement,0 | |
| "Islamist Movement yakatangwa muna 1940, chizvarwa chepfungwa chechizvino-zvino cheMarxis- Lenninist chekuumba kuba mukutsvaka rusununguko.",Boka re Islamic Movement rakatangwa papera makore mazana matanhatu.,2 | |
| "Islamist Movement yakatangwa muna 1940, chizvarwa chepfungwa chechizvino-zvino cheMarxis- Lenninist chekuumba kuba mukutsvaka rusununguko.",Boka re Islamic Movement rakatangwa se boka raibatanidza vanhu.,1 | |
| Chipo chenyu chakakosha pakupemberera mwaka wedu wemakore makumi masere nemashanu.,Chero chipo chatinowana hachina kukosha sechenyu.,1 | |
| Chipo chenyu chakakosha pakupemberera mwaka wedu wemakore makumi masere nemashanu.,Hatina basa nechipo chenyu zvachose.,2 | |
| Chipo chenyu chakakosha pakupemberera mwaka wedu wemakore makumi masere nemashanu.,Tanga tichiita izvi kwemakore anodarika makumi masere.,0 | |
| Mapepanhau anobudisa nyaya pavhiki regarega anobudisa nyaya dzakahwanda dzevana kuvabereki vavo vanenge vasina kugadzikana. ,Vabereki vasina kugadzikana ndevamwe vanotarisirwa kutengeserwa nevemapepanhau anobuda kamwe pavhiki,0 | |
| Mapepanhau anobudisa nyaya pavhiki regarega anobudisa nyaya dzakahwanda dzevana kuvabereki vavo vanenge vasina kugadzikana. ,Vemapepanhau anobuda kamwe pavhiki vanogadzira nyaya dzavo dzakakosha vakanangana nekuita zvinoda vana kana vanhu vachembera. ,2 | |
| Mapepanhau anobudisa nyaya pavhiki regarega anobudisa nyaya dzakahwanda dzevana kuvabereki vavo vanenge vasina kugadzikana. ,"Vabereki vakateya kunyanyoshandisa mari kutenga mota itsva, zvichiita kuti kudzishambadza kubhadhare mumamagazini.",1 | |
| Shoko rinoreva imwe nzira harifaniri kushandiswa panzvimbo yerinoreva rimwe rinogona kuva panzvimbo iyoyo. ,Hazvina kunaka kushandisa shoko rekuti imwe nzira kureva rinoreva chimwe chinogona kuva panzvimbo iyoyo.,0 | |
| Shoko rinoreva imwe nzira harifaniri kushandiswa panzvimbo yerinoreva rimwe rinogona kuva panzvimbo iyoyo. ,Zvinotenderwa kuchinjanisa shoko rekuti imwe nzira nerekuti chimwe chinogona kumira panzvimbo iyi.,2 | |
| Shoko rinoreva imwe nzira harifaniri kushandiswa panzvimbo yerinoreva rimwe rinogona kuva panzvimbo iyoyo. ,Vanhu vazhinji havagoni kunyatsoshandisa shoko rekuti imwe nzira nerinoreva chimwe chacho.,1 | |