textid
stringclasses
813 values
text
stringlengths
1
36.1k
target
stringlengths
4
399
condition
stringclasses
4 values
733
Mutauriri we ZanuPF mudunhu South Africa , uye vachiona nezve kufambiswa kwe mashoko mu Zimbabwe United for Progress , Va Kennedy Mandaza , varumbidza kubatana kwe mhuri ye Zimbabwe , kunyanya mapato ezve matongerwo e nyika .
NOUN ADP PROPN NOUN PROPN PROPN PUNCT CCONJ VERB ADP VERB ADP NOUN ADP PROPN NOUN ADP NOUN PUNCT NOUN PROPN PROPN PUNCT VERB VERB ADP NOUN ADP PROPN PUNCT ADV NOUN ADP NOUN ADP NOUN PUNCT
null
734
Imwe nhengo ye sangano iri , uye vari munyori we MDC mudunhu re South Africa , Va Nhamo Chikowore , vanoti vakaona zvakakosha kuti vaise zve matongerwe e nyika parutivi , kuitira kuti vabatsire mhuri ye Zimbabwe panguva yakaoma iyi .
PRON NOUN ADP NOUN DET PUNCT CCONJ PRON NOUN ADP PROPN NOUN ADP PROPN PROPN PUNCT NOUN PROPN PROPN PUNCT VERB VERB ADJ DET VERB ADP NOUN ADP NOUN ADJ PUNCT VERB DET VERB NOUN ADP PROPN ADP ADJ DET PUNCT
null
735
South Africa yave ne vanhu vanosvika mazana maviri ne vatanhatu vafa nekuda kwe chirwere che Covid - 19 , uye vanhu vabatwa ne chirwere ichi vadarika zviuru gumi ne chimwe chete ne mazana matatu ne makumi mashanu , kana kuti 11 , 350 .
PROPN PROPN AUX ADP NOUN VERB NUM NUM CCONJ NUM VERB ADV ADP NOUN ADP PROPN PUNCT NUM PUNCT CCONJ NOUN VERB ADP NOUN DET VERB NUM NUM CCONJ NUM ADJ CCONJ NUM NUM CCONJ NUM NUM PUNCT CCONJ DET NUM PUNCT NUM PUNCT
null
736
Svondo rino , zvikwata zviri kutungamira makundano e Castle Lager Premier Soccer League , Dynamos , Ngezi Platinum Stars ne FC Platinum zvatarisana ne njodzi ye kudonhedza ma poinzi akakosha pa nguva ino apo zvine mitambo yakaoma zvikuru , kunze kwe musha .
NOUN DET PUNCT NOUN AUX VERB NOUN ADP PROPN PROPN PROPN NOUN NOUN PUNCT PROPN PUNCT PROPN PROPN PROPN CCONJ PROPN PROPN VERB ADP NOUN ADP VERB ADP NOUN ADJ ADP NOUN DET ADV PRON NOUN ADJ ADJ PUNCT ADJ ADP NOUN PUNCT
null
737
Dynamos , iyo iri pa musoro pe Madamburo ne Kugona Kunenge Kudada ne mapoinzi matatu , yakananga ku Nyamhunga Stadium kunosangana ne ZPC Kariba iyo inorairidzwa na Sunday Chidzambwa uyo aimbove kaputeni pamwe ne murairidzi wavo .
PROPN PUNCT DET AUX ADP NOUN ADP PROPN ADP PROPN PROPN PROPN ADP NOUN NUM PUNCT VERB ADP PROPN NOUN VERB ADP PROPN PROPN DET VERB ADP PROPN PROPN PRON AUX NOUN CCONJ ADP NOUN PRON PUNCT
null
738
Chidzambwa ari kuda kuripa vanoisa mari mu chikwata che ZPC Kariba avo vakaratidza chivimbo chavo maari ne kumupamhidzira mamwe makore maviri ari pa basa se murairidzi we chikwata cheku Mashonaland West ichi .
PROPN AUX VERB VERB VERB NOUN ADP NOUN ADP PROPN PROPN PRON VERB NOUN PRON PRON ADP VERB DET NOUN NUM PRON ADP NOUN ADV NOUN ADP NOUN ADP PROPN NOUN DET PUNCT
null
739
Mumwe muteveri we nhabvu , Va Tanaka Mushayavanhu , vanoti Dembare inofanira kungwarira rwendo rweku Kariba urwu sezvo Chidzambwa asingadyike zvekutamba .
DET NOUN ADP NOUN PUNCT NOUN PROPN PROPN PUNCT VERB PROPN VERB ADJ NOUN ADP PROPN DET ADV PROPN VERB ADJ PUNCT
null
740
Masvondo mashoma apfuura ZPC Kariba yanga ichitatarika zvekuti yawira pasi kusvika pa chinhanho che chinomwe asi zvikwata zvese mu nyika zvinowanzomuka chibhebhenenga apo zvinosangana ne Dembare .
NOUN ADJ ADV PROPN PROPN AUX VERB ADV VERB ADJ ADV ADP NOUN ADP NUM SCONJ NOUN ADJ ADP NOUN VERB ADJ ADV VERB ADP PROPN PUNCT
null
741
Asi murairidzi we Dynamos , Lloyd Mutasa , haasi kutarisira kuti chikwata chake chingadonhedze mapoinzi pa nguva ino zvekuti ari kuda kuti chitima che Dembare chirambe chiri mu nzira ye kutora mukombe wakakosha uyu .
SCONJ NOUN ADP PROPN PUNCT PROPN PROPN PUNCT ADV VERB DET NOUN PRON VERB NOUN ADP NOUN DET SCONJ AUX VERB DET NOUN ADP PROPN VERB AUX ADP NOUN ADP VERB NOUN ADJ DET PUNCT
null
742
Asi Mutasa anofanira kugadzirisa matambiro e chikwata chake icho chiri kunyanyotarisira kukandirwa zvibodzwa ne vatambi vaviri chete Ocean Mushure na Christian Epoupa , ivo vakanyoresa vatambi makumi matatu neve Premier Soccer League .
SCONJ PROPN AUX VERB ADV ADP NOUN PRON ADV AUX VERB VERB NOUN ADP NOUN NUM ADJ PROPN PROPN CCONJ PROPN PROPN PUNCT PRON VERB NOUN NUM NUM ADP PROPN NOUN NOUN PUNCT
null
743
Dembare iri kutarisirawo zvekare kuti Ngezi Platinum Stars ichawisirwa pasi apo Madamburo akananga ku Barbourfiels Stadium kunosangana ne Bulawayo City .
PROPN AUX VERB ADJ DET PROPN PROPN PROPN VERB ADJ ADV PROPN VERB ADP PROPN NOUN VERB ADP PROPN NOUN PUNCT
null
744
Asi chikwata cha Tonderayi Ndiraya ichi chinowanzodzoka ne mufaro pese pachinoshanya ku Bulawayo zvekuti Ndiraya ari kutarisira kunotora mapoinzi ese matatu .
SCONJ NOUN ADP PROPN PROPN DET VERB ADP NOUN ADJ VERB ADP PROPN ADV PROPN AUX VERB VERB NOUN ADJ NUM PUNCT
null
745
Asi mutambo mukuru svondo rino uchange uri ku Barbourfields Stadium ne Svondo umo Highlanders iri kuda kudimbura muswe we FC Platinum .
SCONJ NOUN ADJ NOUN DET AUX AUX ADP PROPN NOUN ADP NOUN ADV PROPN AUX VERB VERB NOUN ADP PROPN PROPN PUNCT
null
746
Pa mwedzi miviri yapfuura Bosso yakunda mu mutambo mumwe chete chete asi kubudirira uku kwakauya zvine mutsindo apo vakazvambura Chicken Inn 4 - 0 apo mitambo ye PSL yakapedzisira kutambwa .
ADP NOUN NUM ADJ PROPN VERB ADP NOUN NUM ADV ADV SCONJ VERB DET VERB AUX NOUN ADV VERB PROPN PROPN NUM PUNCT NUM ADV NOUN ADP PROPN ADV VERB PUNCT
null
747
Mimwe mitambo iriko yakamira seizvi : How Mine v Hwange - Luveve .
ADJ NOUN AUX VERB ADV PUNCT PROPN PROPN SYM PROPN PUNCT PROPN PUNCT
null